Monday, February 03

Vanhu Voti Shema Aripi Haasati Azouya Konotenda Mari Yaakapiwa Why Olinda Akanyatsomupa Here Mari Iyii Senyika Tirikuda Kunzwa From Shema Akabata 8k £ Yacho Or Akutodya Zvake Mari Shema Must Come back NeReceit

Veduwe Shema urikupi Vanhu vakushungurudzika mushure mekunge vasingaone Shema since paakanzi apiwa 8k pounds .Senyika Tirikuda kuziva kuti mari yakasvika here zve chokwadi kuti vada rifambe munyasha.

Or kana yakasvika akuitei nayo pamwe mari yakutodyiwa takasvinura sematemba Shema we need to know zvese zvirikuitika for next time .

  • Share: