Monday, February 03

Saka Senyika Takazobvumirana Kuti Zimbabwe Yave Family Business ED Na Madam Vake Nevana Vake Ndovakufambira Nyaya Dzenyika Vasina Zvigaro Mucabinet Zvakaoma Akaroya Mazimbabwean So Ka

Senyika Tichaita seiko veduweee 160milion usd yegold chete  irikubiwa every months nezanupf I think Zimbabwe katove kavillage vanhu ava vanotingoita zvavada nesu and hapana zvatinoita.Nyika ichiwondomoka chasara kuzongonzi chibudai mese munyika nyika yatotegeswa kudhara.

Saka senyika takatobvumirana kuti Zimbabwe yave family business ra Dambumdxo munangagwanemukadzi wake nevana vake nhai ndovakuita basa rema minister kuenda ku Belarus 🇧🇾 vasina zvigaro mucabinet.zvakaoma.

  • Share: