Sunday, October 18

News News

May 10, 2023

Madamboss Voti Respect Your Boss In The Industry Haakwereti Haatuki Haana Drama

Respect to this woman 👌🏽👌🏽👌🏽 Hakwerete Haatuki Haana drama She is the real BOSS  Kuzvida kana kusazvida  You are loved TariMadam Boss ndabvuma your ancestors work overtime chaiko.🙌🙌🙌Vaikugara matare vachida kukuparadza nhasi zviripi.Shamwari dzangau madya here?😂

May 10, 2023

Imi Vanhu Vemarounds Makapusawo Chokwadi Maitt Wakaoma Moyo Kuchena Eveyday Kupfeka Madress Ema 1000usd Neziya Revana Vevamwe Kudya Zvevapfupi Nekureba Nokai Gedhi Kwamai Vake Everyday

I just want ask a straight forward question to all ladies who joined ma rounds amai TT. U were made to join $200, $500,$1000, $1500. You all know too well how hard it is to save $1000 a month after working hard.  Imi maiti mai TT vano sevenza kupi kuti vakwane muma rounds ose including ema $1500. Hakusi kupusa kwakanyanya here kwamakaita. If u were this foolish please dont cry foul here on facebook.  Mai TT had $100,000.00 wedding, kufunga kwenyu maiti akaiwanepi mari?  Chibvumai kuti makarohwa 10 zero nakumuchacha. Chipai nguva kamuchacha atsvage vamwe veku scamner akudzotserei mari dzenyu. Facebook noise means nothing to Mura.

May 10, 2023

Cat Family Mabride Maids Ino Inguva Yekuudxa Mai Venyu Chokwadi Not Kungoti Go Mura Imi Muri Mumukuku Iye Haana Peace She Is In Her Own Prison

Ukawona uchiri kuti my cat mother go . Zvokwadi uri kugara mumukuku and ndiwe uya anoenda padhuze ne restaurant or hotel pane free WiFi. Dzikama and get a life. Uyu haana future newe. Mari yaakaba akadya egaImi ma bridesmaid aFeli stop this thing yekuvanzira feli chokwadi, udzai munhu chokwadi sezvachiri, imi mukudya rinomedzeka coz hamuna zvikwereti n u have peace but that cat mom of yours she is in her own prison, having sleepless nights thinking kuti anoiwanepi mari and iyo yakatowandawo, now her life n kids are in danger achaiwanepi mari yema body guard iye achikwereta mari dzekureba. If you love Feli be real to her, let her swallow her pride n apologise kuvanhu kwete ma motivational quotes arikunyora uko.

May 10, 2023

Mudiwa Cookie Oti Tom Jones Huya Ndikuratidze Zvinoitwa Zviitema kkkk Huya Neweti Dzako Nese Na Ketty I don't Want Peace

Mudiwa Cookie Njuzu said Tom Tom uripi huyandikuratidze zvinotwa zvirema shamwari yako she humbled herself now u r next uripi ne weti dzako come i dont want peace i want war 🤣🤣🤣🤣

May 10, 2023

Patricia Jackie Celebrating Her Movie Gheto Girl Nevabereki Vake

Lol at first my parents were like haaa pj zvako zvezvima maskit ,zvimadrama ndezvekushaya zviya zvechibenzi benzi hazvina dhiri siyana nazvo 😄 🤣 😂  Guess what? they are now my number one fans esp my dady maihweee  Pictures of my parents at my fundraising dinner about my upcoming movie which is going to be premiered in a few weeks Time GHETTO GIRL .THE PURPOSE OF THE MOVIE IS ABOUT DRUG AWARENESS!!!!PASI NEMUTORIRO

May 10, 2023

Bitter Kettina Said After All The Support I Gave You Gongomutoto Felli Uchindishandisa Tichapedzerana otaura Kushandiswa Kwaakaitwa

After all the mental support I gave this gongomutoto now she want to talk like a parot  Maivepi pandainokanyaradza makuti I'm bitter Mkosho wako hure iwe feridhongo

May 10, 2023

Tinashe Mutarisi Oti Since Mese Muchit Ndakapfuhwirwa Ndakungotaura Nyaya Yacho Pajekerere Ndakadyiswa

Since takazobvimirana kuti ndakapfuhwirwa ndaakungoitaura nyaya yacho pajekerere.  Ini ndikarohwa ne confusion ye muharare yema shuwa shuwa ndikangogara pasi nema in-laws kunyanya mhoms, five minutes ndinotonzwisisa kuti confusion yese iyo it’s vanity and family is everything  😊 (last picture) if you’re Zimbabwean unoziva kuti hachisi chese chigaba chakanzi margarine chinogara margarine most of the times munenge mutori ne sugar 😂 (More in comment section 😊)

May 10, 2023

Patricia Jackie Oti Ketty Maitt Vanokushandisa Zvako Zvakaamira Zvake Zvichifaya Anokusheedza Even Uripabasa Uya I handbrake Muupenyu Hweshamwari Dzake Totenda Tabuda Muhari Shamwari Yangu

You deserve better uchatoona kuti anga achitova handbrake yako wanga usisanyanyo concentrater with you bussiness waingoita zvake I noe that ndozvandaiita ndakasvika pakumira kuita bussines achingoti huya even 11pm akati huya ndaienda ndichimhanya nemwana kumusiya but wakabuda muhari at least iwe ukataura now zvonzwika cause most of the evil deeds zvake zvabuda panguva yandakabuda muhari ndakavengwa nefb yese hapana I believer ndakaita kuita start 1 .people are now believing after how many years?

May 09, 2023

Gogo Musalad Statements Voti Maitt Iyeyu Wemurume Ane Garo Akadarika Ake

Maitt voiswa pakana na gogo statement ra gogo mu salad hanzi iyeyuyu akaroorwa nemurume ane magaro akadarika ake 😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌

May 09, 2023

Tete Mildred Fambirai Nyaya Dzenyu Mega Lovenes Samaz Ane Bitterness Yekurambwa Na Tinashe And Shepherd So Achaita Nyaya Yenyu Ishaye Value

Ndabva ku Live ya Tete Mildred Mmm ndanzwa tsitsi I hope and pray kuti tete nevanhu vari kuda mari dzavo kubva kuna Mai Tt somehow vachaona mari dzavo. Tete Mildred, fambirai nyaya dzenyu mega nevamwe vakadyirwa mari. LOVENESS especially will make the story loose value.  LOVENESS na KETINA vacha tadzisa kuti vanhu ava vabatsirike because these 2 are after drama and content. LOVENESS ane bitterness yekurambwa na Tinashe na shepherd.  KETINA arikurwadziwa kurambwa na Mai Tt.

710 711 712 713 714