Sunday, February 02

Tete Mildred Fambirai Nyaya Dzenyu Mega Lovenes Samaz Ane Bitterness Yekurambwa Na Tinashe And Shepherd So Achaita Nyaya Yenyu Ishaye Value

Ndabva ku Live ya Tete Mildred Mmm ndanzwa tsitsi I hope and pray kuti tete nevanhu vari kuda mari dzavo kubva kuna Mai Tt somehow vachaona mari dzavo.

Tete Mildred, fambirai nyaya dzenyu mega nevamwe vakadyirwa mari. LOVENESS especially will make the story loose value. 

LOVENESS na KETINA vacha tadzisa kuti vanhu ava vabatsirike because these 2 are after drama and content. LOVENESS ane bitterness yekurambwa na Tinashe na shepherd. 

KETINA arikurwadziwa kurambwa na Mai Tt.

  • Share: