Sunday, February 02

Imi Vanhu Vemarounds Makapusawo Chokwadi Maitt Wakaoma Moyo Kuchena Eveyday Kupfeka Madress Ema 1000usd Neziya Revana Vevamwe Kudya Zvevapfupi Nekureba Nokai Gedhi Kwamai Vake Everyday

I just want ask a straight forward question to all ladies who joined ma rounds amai TT. U were made to join $200, $500,$1000, $1500. You all know too well how hard it is to save $1000 a month after working hard. 

Imi maiti mai TT vano sevenza kupi kuti vakwane muma rounds ose including ema $1500. Hakusi kupusa kwakanyanya here kwamakaita. If u were this foolish please dont cry foul here on facebook. 

Mai TT had $100,000.00 wedding, kufunga kwenyu maiti akaiwanepi mari? 

Chibvumai kuti makarohwa 10 zero nakumuchacha. Chipai nguva kamuchacha atsvage vamwe veku scamner akudzotserei mari dzenyu. Facebook noise means nothing to Mura.

  • Share: