Zvinhu zvacho pane akazocommenta kuti zvechiutsi zvinenge Zvinemademon demonNhaimi mai iri bhoo bho here upstairs Zvimwe azvidi gadzi guruHazvidi munhu Ane nyama dzakawandaVamwe vanhu vane vanyarikani here, your own son or son inlaw achiona zvakadayi
Lolo zvekudzingwa zviri maari zvakatangira kwa makhadziSekuru Peter vakapihwa ma conditions 🤣🤣🤣🙌🙈Hope dzaramba kubata kutofunga kuti kubva pakadzoka mukadzi wa Peter Lolo haachatamba na sekuru vake ava kutamba namai Vhayi Chero iye Peter wacho haachangobudikiri pese pese. Vakadzi vanotonga kana mazogaraYaa true akatomboita time asina kubatika pasoshari akazotanga kubatika ave ku Nigeria kuya haaa zvakadirwa jechaNdosaka lolo arikuita shasha mazuvano yava zhara
Hapana chinorwadza sekuti mudikani wako anzi haachaonekwa vari Capetown ngatibatsiranei kutsvaga Blessing Rufu akapedzisira kuonekwa musi wa 18 October 2024 mu Parklands Capetown anenge amuona bata Joel Rufu pa +27738569573 kana kuti +27837937331 tinomuwana chete mwana wevhu mumwe wedu. Gangsters in SA is the most worrying issue hope he is alive. Kidnappers day and nyt is their culture. It seems he was living large so what they do they organize a gang to kidnap u.we just pray for his realise sooner than later, but remember the sad story of Vardie the Durban based successful Zimbabwean business man who was kidnapped at gun point and was discovered dead a month later. The gang even asked for a ransom of 2 m
Ndiko kumusha kwachivhayo zvakwakaita nhy ndaifunga kuti zvimwe yatove Town kkkWicknel Chivhayo's rural home serves as a reminder that wealth and success do not always equate to a life of constant luxury. It highlights the importance of personal connections, cultural roots, and the appreciation for a simpler way of life, even for those who have achieved significant material success.
Some people are just evil... Pure Evil nonsense mhani.. Koti kuponda, afirwa wacho ozungaira kudaro, unoendepi nemwana ashaya kumusana kutokwira bhazi naye ahh ndatya 8 Listen to the audio... Unfortunately cant post the video its disturbing MaStep mother ummm manyanya. I blame varume.kana usingade vana vemurume wacho musiye nevana vake.muroyi amai ava.mwana afa rufu rwunorwadza kupondwa shame.
Prominent Zimbabwean socialite and influencer Jackie Ngarande has called for an apology from the woman who reportedly instructed Joy Nyati to remove her wedding dress before the ceremony had concluded. The incident, which occurred during what was meant to be a joyous celebration, has sparked widespread outrage and heated discussions across social media. Taking to her platforms, Ngarande expressed her disappointment over what she described as a display of "rudeness and disrespect" toward the Nyati family and the Zimbabwean culture of honoring weddings. "That was not just a wedding dress; it was a symbol of Joy's moment to celebrate her union and love," Ngarande stated. "For someone to take away her dignity in such a manner is unacce
Haaa chabvondoka musikana abatwa nechikomba ku vacationMukai mukai kwavhurwa hombe kuno
The Rise and Fall of a Socialite: Unraveling the Mind of Boss Rhodes Boss Rhodes, once a prominent figure in Zimbabwe's social scene, has recently made headlines for his erratic behavior and public outbursts. Speculation about his mental health has swirled, leading to a public discourse on the complexities of mental illness and its impact on public figures. Boss Rhodes has long been known for his flamboyant personality and extravagant lifestyle. However, his recent actions have raised concerns among his followers and the general public. Incidents such as public tirades, bizarre social media posts, and erratic behavior have fueled rumors about his mental well-being. The Stigma Surrounding Mental Illness Zimbabwe
I wonder who will use that company infuture unonyadziswa pamberi pevanhu . Maybe they wanted kuti vabvise pamberi pevanhu Some pledges or donations infuture must be declined Next time mamwe ma service providers don’t accept their free giftsZvinotaurwa hre izvozvo thts being unprofessional mai ivava ndavaona pakawanda vachivhurika vhurika sooo
I didn’t like that woman anga aku batabata maiNyathi if you look at the last video vapedza mabatiro achi anga asiri emunhu ane rudo who is sheYes you are supposed to be paid extra hours but at least haushevedzere pavanhu vaigona kuenda kunamanager vavo or even mabridemaids vovatuma nemessage muchato imwe maservices provider anotobhadharwa nemari yabviswa ,u just have to know channel yekushandisa cheteAsi hauzodeedzere ka nhai, waitira pamuchato wangu ndotokuudza kuti okay ndowedzera mari and hautozoiwane mari yacho.anga atumwa kuzonyadzisa vanhu thinkin kuti anoita famous nazvo,but atozviuraira zita,,she ws suppose t b humble osiya dress itself rozvimaketa kuvanhu,aitozowana more clients vanomuziva thru gud reception y