Swagger denga unoiita rekugogler chaiko chii chakadaro chinenge ngozi😅Kuromba kwanga kwakamufita zvekuti zvino mhiko vakaikanganisaMunhu uyu akutorwa njere chaiko veduwee mugona kungonzwa kuti akutomhanya neroad yese becoz dzasara mbiri chaidzo dziri kudhonza dzimwe dzakatsva mafuse
Chikuru rudo, munotamba nerudo imi. Kana ukanyatsodiwa unoona senge une zvinhu zvese panyikaBetter kuzviwanira chigure chako asi chichikuda nemoyo wese... Vamwe venyu iface chete but otherwise mutori maSatanist pazviito...Atori married imi mukuseka muri busy kukwidza nekudzika nemasowe
Vakadzi kungopinda UK chete vanobva vanyangara chiiTeam iyi iri kuUk here or kuzimba balance mie well well?????Majaira firita ka at least vari proud nezvavatiHai vamw vanhu makashinga kuinviter munhu akadai mumba mako mai inotaura zvayo iyi ah! Woti ndiwe muenzi chidzikama udzidziswe nekuratidzwa ndiwe watova pafront kudzidzisa vemu uk vacho nezvenyika yavo. Ko iro izwi hamugoni kumbopota muchideredza here pese pese reriri pa high pitch. Ini i can never last 2 hours nemunhu akazhangandira kudaro yuwi ava vakashanyirwa vacho vanhu vakazvinyararira zvavo
Kkkkk zvirinani kuita coke Fanta than kupinda muchikurubi go Ketty makazoti 2July bhavhadhei toitirepiko kkkkEmpress Chiboss chadzoka maround Hmmmm Wilooo mann selector #FBF Muve neweekend yakanaka😂😂😂😂Ndosaka makazoimbirwa munondiwedzera power😂😂, zidzoka rake rinonatsofitana ne zvinobuda mukanwa make 🙌😂😂
Chimurenga music icon Thomas ‘Mukanya’ Mapfumo has slammed Zimbabweans for allowing President Emmerson Mnangagwa to turn the country into his “private company”. Speaking at a press conference in the United Kingdom over the weekend, Mapfumo urged Zimbabweans to rise and revolt against Zanu-PF whom he accused of looting the country’s resources. He cited the Al Jazeera “Gold Mafia” documentary which exposed the looting of gold from the country by people close to President Mnangagwa and his family. The “Nyoka Musango” singer said he will only come to Zimbabwe to perform his last show when a new government elected by the people gets into power. “I will have my last show in Zimbabwe when a new government of the people is born,&
Gold dealer Ewan Macmillan has issued a public statement expressing remorse for the statements he made during Al Jazeera’s #GoldMafia corruption expose. Macmillan admits that his remarks, made while under the influence of alcohol, were not only embarrassing but also harmful to many individuals, including political leaders. Macmillan’s statement acknowledges the gravity of his actions, recognizing the hurtful and divisive nature of his words. He specifically mentions that he made a sweeping generalization advising against trusting or dealing with individuals based on their race, specifically targeting black men. Such discriminatory statements have no place in today’s inclusive and diverse society. The gold dealer’s admission of wrongdoing and public apology
Mashura Zvinopisisa Kudenga Hanzi Na Prophet Makandiwa Mwari Haana Kana Talent Zvayo Ini Ndini Ndine Talent . Zvionereyi Mega.
Wasu, Mhosva, Swagger toda kukuitirai gofundme muyende kuno vhiyiwa sezvakaitwa baba Tanya, shuwa mosvikepi muchikaka zvombo zvechirume mugstring 😛😛
Unoita chembere uri pwere...pamusaka pezvinodhaka🙌🙌There's change now akupenya i think akabva kurehab
What is happening neZim celebs nhaimi vese zvavachaperera kuchikurubi ,,,Seh calaz hanzi vasungwawo ,,,Blot akasungirwa mutoriro kwakumzi unoutengepi akaty ndopihwa naCalaz ndo supplier ndosaka achiswera kumbare kunge Ari humble hezvo kupi arikutengesa dombo ,,,dhuterere hanty ukuona vamwe vaenda ndiwe wasara tirikukuziva