Friday, November 29

Mafans Onetsekana DJ Ola Zvaakabva Ku Starfm Achashaya Ma Endorsements Nekuti Ega Haazvikwanise Kastudio Kake Ndekenzara Nzara

Ma companies akakuita brand ambassador aiziva kuti they will benefit coz uchange uchi advertiser paRadio, sorry Olla wakaita wrong move, you are going to lose all contracts.

 

 

 

 

Vanhu vakakunyengera varoi chaivo coz vakakuwisira pasi, star fm its a radio station haiperi coz vanhu vanoda kuenda kuRadio not kwa Olla.

 

 

 

 

Takangozvarwa iriko star fm and nanhasi ichingoriko.We still love Olla

Zvawaku taura ratove drama and he can still be an advertiser, he's popular

 

 

 

 

 How many advertizers anongo zviita without involving Star fm

Uri mhutter munyori

 

 

 

 

 

Pfungwa dzechi Zanu pf dzakakubata munyori.Zanu aidi change but they want to use old map to navigate new territories.Sometimes u have to move on if you want to grow,no person who followed the crowd will be followed, sometimes u have to lose two steps backwards in order to gain four steps forward.

  • Share: