Ana Tsitsi madii machingoita Redcross maendawo kokwesha matuzvy kuchando.Uchasvikepi uchingopinimidza magaro asina arikumacheuka...PaJoni pasiyana nekuno kumusha ziva kuti garo rako iro harina kana value ikoko.Joni yakasenga saka usazvinetse .Enda kuchando Joni yadhakwa.Kutoramba ari Joni arikutoona kt zvikumuitira iwe kana zvisiri kukuitira usafunge kt zvikurambira munhu wese xaa
Cat family ne vanhu vechurch yaGumbura nevakadzi vake , i6 na 9 , type idzi hadzibvume kuti munhu wavo akapara mhosva uye vane tarisiro yekuti anobuda soon , zvino Gumbura akatozofirako vachingoita ma appeal chete Cat family keep on day dreaming zvinoitaGosho Rataterishasi Pwaaaa manje ane mamwe masummons murwi nemurwi akamumirira.Kari kuchema kujeri uko hanzi taurai nezanu indibudise i will use my page to campaign🤣🤣.Maitika Ketty haana basa ndaabudise zvese manje nekuda kwemaAudio aye kanga kachichema kuti vanhu varikuramba kushanda naye kutya kufumurwa..Uzonyaa gore rino..Mame mame to the mamisto💃😂🤣
This is too much achibuda zvimwe zvichitangaYaa unopera power.Shame so sorry to the victims of mbavha iyi😢😢Do not worry Mwari varikukuonai kuchema kwenyu.Hamuna million followers inokumiririrai asi Mwari vachamira nemi.Hapana hapo mari yanga ichadzoka ndicho chokwadi asi misodzi yenyu haiendere mahara .Achawana mutongo unoenderana nehutsinye hwake.Rambai muri pamabvi.God bless all the victims that have no voice and are crying silently ðŸ™ðŸ™
fifi oti hatina kuenda kubudiriro Mhuri Imwe Kwa Gogo We still At our School our fathe paid 4000 usd School feez Such hairstyles at school yeah zvima private zvisiri the traditional private schools zvinovhura hombe😳Ndandaona semadora kaa at first makurls ayo. Handisi kuti chii kana kuti chii maonero andanga ndaita
Shuwa denga rine nyasha mabrijo apo akabereka mwana anga ari mkadzi we# 5 akaroorwa nasabhuku ndobva asiya ezvino akutogara natawaz very soon muchato isa amen ukoðŸ‘ðŸ™Akanaka akazvibira kutsvaka handikwake baa😂😂😂😂
Kkkkkkk uko chero kukanzi kuchechi apera mu Zimbabwe handipinde savadha iniBesides maropa hakuna rimwe verse here kusavadha imboimbaiwo dzimwe pamwe togona kutendeukaðŸ™Azere asi ndoyanoda inopinza mumweya kkkkkkkk amen happy sabbath 🌺💞🌺🌺🌺💞💞🌺we have 300 songs plus many but munhu ane yanoda😷Ukangoziva kuti The Word remains the same yesterday, today, tommorrow and forever,u can listen and appriciate e same song a million times over, 1 iyoyo inoto tendeutsa chero ani azvipira....
Candykeke kupfeka chaiko kunonetsa anenge anotora time achigeza matako pakupfeka oshaya time Bvunzawo Tariro Gezi kuti kupfeka kuita sei Please follow Ndini Faithcandy Wacho let’s see her grow soon anenge akugona kupfekaNdipo paunoona kuti vanhu havana true love kunze uko kkkk munhu akatotora pic iro akato poster zamu rakadai sure
The hope is ontop , apo pazasi dzangova ngozi basi.Ropa remunhu rinokosha guys,munhu haangourawi sehuku.Kupisa vanhu nemaplastic,Zanu Mwari ave nemiðŸ˜saka kana wachikotsira kudai kumusangano nyika yacho tinosvikakupi chaizvo kugeza kuenda kunorara here wakomanaVanotoda ivavo vakarara wotinzwa vachiti vamwe avó avana plan ... Ko vakarara plan yavo yacho uripi uye yabvatsorei 40yrs dzapfura
Kubva zvakasungwa kiti idzi dzenekamwe kakufara kakuda kubuda but kari hidden..I mean ingoendai kupage kwake munotarisa mapost ake before kiti asungwa and after kiti asungwa.Munotoona kuti pane kamwe kahappy so...None of my business
Mai Tapiwa vanondirwadza vakatoti Ko vakadii kuchekeresa vana vavo chishuwiro cha mai Tapiwa ndeche kuti vagare mujeri vasaburitswe kusvika vafiramlðŸ˜Haa moyo wangu watsemuka kutsanangura maurayiro avakaita Tapiwakunodzimbira maronda veduwe Mwariii wangu kani Mwariii muripi 💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔 M heartbrokenVaitofanira kuvauraya zuva rakataurwa neuye wekumuuraya racho kwete kuvachengeta kusvika manje mwana akarasikirwa nehupenyu ende nyaya yacho inorwadza veduwee same neya LivingstonVadiiko kungonokanda mabhinya aya ekuuraya mwana muacid or kugame park mhuri iyi izorore haisi nyore kungoiswa pacamera veduwe apo une pain mai tapiwa maziso atove red nekuchema everyday dai ku