Friday, January 24

News News

July 24, 2023

Warming To Madamboss Pray Ndaona Kuchema Kwakawanda From A Prophet

Madam Boss pray ndaona kuchema kwevanhu vakawanda nyika yese, life yenyu imboisai kuna Mwari not kuvanhu ndaona nyadziso pamberi pehuso wenyu kana zvichiita tsvagai security pamba penyu inokuchengetai manheruI decree and declare Psalms 91 and 23 pamsoro pako Tyra nevana never vaunogara navo nemurume wako..God brought u this far ..He will protect you always ..AmenMwari akapa nyadziso kuvavengi vavo,is the same God who will fight her battles...May Psalms 91 be your Portion Madam BosssI remember a certain lady akapa Felly warning amurotera vanhu vakamshora,asi pakazosungwa Fely makatanga kut hope dzaive dzechokMakati hee Tyra akadya chibereko haachaiti mwana akanamata Mwari vakamurangarira. Saka the same God akanzwa kuchema kwaTyra is the same God achamurwira pahondo dzose. Vana satan torai h

July 24, 2023

Olinda Onzi Zvekuchekwa KuTurkey Izvi Zvinoda Kuzo maintainer Watove Bharuma Futi

Let me teach you all something about this bariatric surgery, after surgery you lose up to 60% of your heaviest weight within a year (thats when you see ppl as sick or ill),then your body starts adjusting and if you go back to your grazing habits you will put on some weight. But slim chances are you will go back to your old self bcz your stomach size will be the size of a tennis ball after its been stretched.(i have had this surgery its only 5 months )and i have lost 20kgs still counting from 99 down to 79 today still going downShe needs to stop carbs ne hwahwa completely kuti asasimbe futi. Food inofuriraShortcuts of weight loss journey ndozvaanoita...... She is suppose to make it a lifestyle of fitness otherwise she will bounce back again...Regaining a bit of weight is normal because your

July 22, 2023

Enzol And Madamboss Baby Otoitwa Brand Ambassadors Vanhu Vofara Vagona Nekuti Holyten Anosvota Drama

Avawo mwana aitwawo brand ambassador we 9 months later yaDzabu. Hameno kuti varikuita vana vema celebrities vese ma brand ambassador here or Dzabu anoita for girls Nael wa Enzo oita for boys.Vagona vachooser waEnzo mukomana, Holy Ten ane drama. Anosvota.

July 22, 2023

Samaz Oudza Melly Chembere Kubva KuAfrica Konogara Mumba Mevanhu Vepa Facebook Zvinonyadzisa Dzokai Kumba Ini Kana 2 Days Ndotozonyara Iwe 3month Kushaisa Vanhu Mufaro

Woenda mhiri sa socialite or celebrity wopedzesera wakugara mudzimba dzevanhu ziva kuti ma1 . 3months mumba meumwe mukadzi ma1Totally agree!!! Ini even 2 days chaidzo ndinenge ndakusanzwa zvakanakaKunyanya hushamwari hwacho huri hwepa fesibhuku hamugariki mumba imomoDon't ever overstay your welcome hazvizoperi musheBut on a serious note murikugwabvurwa nei vanhu? The host and hostess are not complaining, why don't u mind your own business.

July 22, 2023

Kochiiko Vakadzi Vakuru Lovenes Otuka Sis Melly Urichichembere Chakakunda Inini Mbwaa Unoti Haundizivi Kudii

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚hanzi Ravhunesi ndiani and yet you are addressing me mbwaaaaaaa. Wotonzwa chichembere chakakupfuura kuchembera chichikuti chembere wotovheukawo kutsvaga . Wapindura uchida usingade πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Hooo πŸ€”so iwewe Melly it's ok tell people to back of because of age but iwewe kuudzwa hauzvide🀣 🀣🀣 kakawanda vanhu vachikuti mbuya ibvai pano munodzodzisei vana asi uchipopota nhasi ndiwe waakuudza vamwe kuty waamumhu mukuru 🀣🀣🀣 interestingLike it or not Sis Melly has a point vanga vakazvuminyararira mukavatanga oksalayo I do love you both but these kind of digs are so unnecessary πŸ™„Melly you telling the truth,loveness,Ketty are being toxic nowadays n n

July 22, 2023

Joice Mada Takaendza She Is Representing Zimbabwe Netball Zvinodadisa Izvi Go Girl

Reintroducing Joice Mada Takaidza amana munhu ngaapiwe maruva ake please πŸ™‚ Ndivo shooter vakatora chimuti kuNetball World Cup 2019 kuLiverpool ava. Mashooter ose emateam acho manyama akagadzikwa mudish neuyu pakushooter! Right now chimuti chekugohwesa kuNetball chirimuZimbabwe because of 'mother Africa ' ava...Joice imboma kana mazogaraπŸ™… Uzvipamhe futi this year Takaidza. Shooter manyama πŸ’―πŸ’―πŸ’― Famba Joice FambaπŸ’ͺ #NWC2023 #fambaJoiceFamba #theGems πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Όano shooter bt wen they played for world cup qualifier haana kutamba zvekudaro akamakwaa haana bhora raanotamba aisambo buda kana hope she will do better…l dnt know if its the issue of age or she was being frustrated by the GKsI like what she does when she misses a shot She t

July 22, 2023

Killer T Otukwa Na Guspy Warrior Urikutamba Nembavha Gold Mafia Saka Wakaromba Iwe Hauna Moyo Music Yako Haiebde Mberi

Ubert Gold Mafia Angel ..."umu muroom ndomatinenge tichiita masacrifices edu imomu" ....... Kutonga Nyika kusvika mamusians akujoiner musangano and others being initiated just for soft life ...music haisi kubhadhara Nyika yakadhakwa....The truth is in zim we will suport the same party while we are poor , having the same wish as poor youths or villagers ...then one decide to be a contect creator or artist most or even all context creators they do really on views on YouTube ...those poor youths are the one who is going to view your content now you are earning better here comes the problem jiki you are supporting oppressors we no longer think the same ...you forgot that they recognize you because of usUkapiwa basa ungaramba coz owner ndewezanu tibvirei apo,some of u macompany amu

July 22, 2023

AAG Mike Chimombe Vafira Kusouth Africa All Zanupf People Hapana Anorapwa Muzimbabwe

Ngavazorore murugare Aşı Team irori ndorinoti Ed pfee ana Mai vachinorapwa kunze ko vedu tisina mari kuzvipatara kusina mishonga imi muchiti Ed huchi nekuwana ımwe mari yekupa anaMay, weather abva akuwachisayi akano Spender 7million kusouth AfrcaMazuvano vanhu veZanu varikufira South Africa. Munenge muchiti pamberi ne zanu muchitemba zvipatara zvepanze manje mamama. You can be airlifted but haisi guarante yehupenyu. Vanhu ivava vezanu vari ku neglect health system yenyika vanhu vachiparara every second. Munhu wese ano support zanu , l don't feel sorry

July 22, 2023

Mai Maketeni And Miss Blue Happy Feli Deserves Chikurubhi She Wronged Fellow Women

I am happy Felistas is suffering in Chikurubi, she has caused a lot of pain to fellow women.  she deserves what she is going through. I just hope she comes out as a changed person.Kunyangwe feli akatadzira miss Blue she forgave her but that doesn't mean that vanofanirwa kumurasa Mai Maketeni havangamurase nokuti vanoita makuhwa she still stands by her ndoozvino ratidza kuti hapana munhu ari perfect she stands na feli mumatambudziko at least Mai Maketeni has got a place for feli in her heart for being there for her in these dark times she has showed love no matter what people sayI nyoka Mai ivava na mura wacho same whatsapp group, vaiuya ku inbox kwangu vachicheranaHakuna zvakadaro, those in the diaspora know what’s realistic musanyeberwe .Icho chinonzi blue icho l don&

July 22, 2023

Madamboss UK Fan Ovapa 12 000usd Makorokoto Vanhu Vanerudo Kunze Uko Asi Maitt Fan Kushaya Kana Akada Kuvabatsirawo 800Rent Yevana

Madam Boss you are loved wena. Dzakaburukangonidzashe zveshuwa.  Thank you to Madam Boss UK fans for this generous gift to Dzabu ... US$12000   Askana next time please make a big announcement tibvisewo ... we love Mai Malia ❀️Yet Mai tt's 2 million kittens aka "Go mura Go" brigade only raised R5000 ($400usd) out of $10 000usd to keep their "mother" out of jail. Zvinosiririsa nekusekesaRose Mrandah Masiziba very unrealistic figures .Diaspora haina mari zvekudaro plus the charges .I like Tyra but she does too much to prove a point nhema dzachoπŸ™ŒπŸΎHakuna zvakadaro, those in the diaspora know what’s realistic musanyeberwe .

202 203 204 205 206