Vataura chokwadi, was surprised day rakabvotomoka Mecky ari pa live na Mhosva achitaura kuti vakanga vabhadharwa na Loveness kutuka munhu, Mhosva akazoda zvake kutsonya Mecky but it was too late. Ana Evidence, Tom Jones, Ketty etc Loveness anotoita sacrifice kubhadhara vanhu kuti vamutukire vanhu even kuna Felly unotoshaya kuti chii chaanorwa naye. Ndiye muhombe kune vese but ndiye ari kuita semwana mudiki zi bullyVataura chokwadi mubiki wemakuru uyu anokuchidzira vanhu kuti varwe basi plus ndiye atokonya sis melly vakazvinyararira. Zve mvenge mvenge zvakapera nenguva yazvo anotonga munhu ndiMwariMasiriri anondimara zvekuti kuzviita anoziikanwa stereki neamerika .panongonzi felly ahumushaye evidence naye naye chembere isinganyaresame watsap grup ,,the way she described ravhu is the same wa
Happy Birthday Mai Bee we love you so much as a family, hatigone nemi God bless you mufunge munoita mabasa akawanda in my life you take a role ya sisi ya Amai ,ya mbuya ya Tete .muri key yangu ye cash box munhu anoziva when am happy and when am sad, munhamo nemuma tambudziko muneni pandiri ndopamuri vana vangu nemhuri yangu haigone nemi we love you Sahwira enjoy your day Mai Bee at 41 hupenyu tinobva KureHappy birthday Mai Bee be blessed thank you for making our Sokolicious and family happy ♥️♥️♥️Mwari itirai mai bee zvakanaka pazuva ranhas nekusingaperi vawedzerwe pay pabasa ravo I'm also mai bee happy birthday mama
Uyuwo uyu akazvifoseredza kuita God Mother am sure Tyra ane vanhu hobho vanekodzero yekuita Godmother waDzabu kwete zvepasocial media izvi.Just because wakambomuita best girl pamuchato wako doesnt mean wakutoclaimer important roles in her lifeGod mother inodao munhu akaita samai kachembere,,decent woman ,shuwa nematukiro amunoita pano mwana ozonzwa Kuti God mother vako get married ten times 🤣🤣🤣🤣🤣chaaai mamhepo nechihure zvinofambidzana ,regai Vana vaduku vakure vasina mhepo Ava ,itayi yamuri kuita ikoko NEMA soshari Siyai Vana,tsvagai imwe content Mai nanaHaaaaa vanhu mune problem.saka vanhu votadza kuzvifarira kuma page avo bcoz of u...u just take everything seriously.
Hah 1000 a month it's too much vanyepa havo yakawandisa vanombotengesa how much? Per month and vashandi votambira marii marents imika pressure kuvanhuContract ye one year achitambira $1000us pamwedzi.😳😳 Dzaburukanyasha zvedi.Pa 1000 monthly vanyepa zvavo ma social lites edu aya yuwiNdopaunoona kuti urikuperekedza vamwe kurarama mwana ane week atove pabasa nekupiwa salary haaa tikufudza mbada chaiyo
Congratulations Anna. Dai wazoroora this time around kwete zvako zviye. Mukomana we tshirt tamuwana.Choice chaiyo Mvana yekwa Honde haina from shuggeta A to Shuggeta UZvakanaka kuva netype kwete kuita gumakumba bhazi rekubochaMadzifambira inga akafanana na shugetaRwoko urwo anna are u practicing kutakura handbag
Rimwe ririkunotenga mota ,ratokanganwa mwana waakatunda kuchitungwiza, but Enzo is proud to be a father of 2 , Enzo anoda vana vake vese Ivo vana vanosarudzwa kudai ndovanobudirira, vacho vanodhedhetswa nekudiwa vamwe vasingadiwe ndovanoita zvipenyu Even amai vemwana usingavade ,ida wako mwana usiye maiRejection inorwadza hayo hatina kt ngaade mai vemwana bt he shld love his kids equally umwe uyo kana zita haana kumupa imiwoyee,rty now Davido ndopaakutanga kt ane mwana mumwe mukomana cz uya akafa bt arimupenyu aisambo mu mentioner 🫣not to hate hangu but pakusarudzwa you very ryt , takazviona pataikura, vacho vaidiwa now ndivo vava kutikumbira, ndivo vava kungoti , she is my cousin, my father this that, tiri vana vababa vamwe, lol, life soati asarudza mwana ndiani. maZimbo kuisa en
Justice for Dyonne ,We need our money back yemunhu akamuita mahips m galoz Akakurumidza kugara asati awoma here?Zva dyonne zvirinane imboenda pa Nigeria unoona nyashie dzema actress eko ummmmm unopera powerI anenge asina kuita surgery guys chiwaist trimer chaanenge apfeka so if akachipfekaa chinodzora waist then kuzasi kunobva kwaita shape iribhoo but chinorwadza ndinacho ndakatochifeka ndoita body yemufirimuKkkkkkkkk nekuda kwe puresha chete🤣🤣🤣🤣🤣🤣
One chibaby chinosvirirwa Lipstic ne Small street fashion,zera rako hauna kana mota or a house,you still depend on family house asi u call urself queen of music,unonyadzisa panyolido pako nemaskin tight,Natalie akakudzidzisa kupfeka wakuvaira ka?Natalie Mhandu handisikuona 1 week ichipera usati warohwa ooooh mark my words Kiky is a street fighter am warning uShe is very beautiful. Ane natural body yake yakanaka, no bbl. No what. Zvedzimba etc, anoziva nguva ndiMwari. It takes 2 seconds for life yemunhu ichinje, so zvekushanirana nekutarisa vamwe pasi. Kupedza nguva. Mwari uyu ndiMwari.Haaa uyo asiyana nana Rockshade vaunoita bullying left right and centre, unovingwa pashop pako nhasi chaiye ukanyisaurwa iwe , this one na a she May Weather…😂😂😂Pane munhu arikuda kurwisanisa v
Nhaimi kukundwa nevana vadiki kudzikama,Kimberly nemukadzi wa Enzo zii kunge vasina mimba iro zichembere kuposter haana chipfuva nyoka uyuImagine nemazvarirwo akuitwa vana gore rino manga majaira Benzi renyu raipotsa 24/7 kwaitova kupemha kuya ajaira zvamahara munhu kushaya kana mari zvayo yekubhadhara kuzvara… nhumbu dzinana baba varipo vanoshanda murikungodziona… Congratulations Enzo once again one chibaba chakarongeka ❤️❤️❤️❤️❤️Yatyra akatogona akaiparidzira dai maizongomuwana anemwana hamaishaiwa zvekutaura dai izvozvi murikufambisa bepa rekuti akatenga mwana sezvo maimuti haazvare makore ese aya ini ndoti akagona tyra akagarisa satan nezvivazukuru zvake zvepasocial media pasi🙄🙄🙄🖐️🖐️🖐️🖐️🙌🙌🙌🙌🙌
Mukadzi mukuru kupfugamira mumwe mukadzi neva ,Tyra ano abuser mai Bee chero matambiriro avaita ruva vanga vasina mufaro , kana Camera yabviswa vachatonzi ndipei ma$100 angu ane hutsinye zvekut Tyra ndosaka maona vatanga kuchemaZvaunopfugamira muporofita achikuudza nhema wakambobvunzwa naniShe knows her position pamba apa. Chero ukadiwa sei pabasa munhu ziva chinzvimbo chako. That's why they have stayed together for a long time. Haadheereri boss chero vaite maskit vese anoziva chinzvimbo chake. Zvakanaka izvi.Mai Bee mwana mucheche here anogariswa nyangwe paasingadi? Dai vachinetswa vairamba varipo kuti havana hama here . Marwadziwaka nema usd aapihwa iwe usina kana dhora rekutenga mapapu🤣🤣🤣🤣🤣