Tuesday, April 29

Vanhu Vochema Nekuganza Kwa Madamboss Kusvifonera Kusema Vanhu

I once met madam boss umm Mai vanozvifonera ivavo, matukiro avaiita vanhu vanobika sadza, ndakangoti haa vanoitira vamwe,

 

 

 

 

I have nothing against her but anozviisa pasiripo hakeNdezve pano pasi izvi kudenga hakuna navo vanhu vachinyanya kuda zvinhu regai

 

 

 

 

vanzwaro ungaswere kushainirwa nemunhu anongoendawo kutoilet kunoridonhedzaMashura Hanzi Tyra Akagangira vanhu KuFuneral YamaRabha Hanzi Aisatomboda Kugumwa 💔💔💔⚰️⚰️😭😭

  • Share: