Tyra content chaiyo haana akato simuka through Chikiti uya,Akuda kutokwana kwana nezuro aposter Nijo Rapererwa Ngundu nezuro raiposta Kiti ririkuvhima ma reunion.Tyra anozembera naanyone anenge achirira time iyoyo to her own advantage Ngarege vanhu vaite shine vega it’s their time iye ngazive zvekuyamwisa Dzabu Mhosva akamusiya pakuita brand ambassador wetalk chat 😂😂😂😂😂😂 and akaisa ana Gezi Umm tyra wadii waita steady siya vana varire inguva yavo waona kaa kuti mhosva apera wakuda kunozemberana neteam iyi haudi kukundwa ndiyo problem yako imboita zvekuyamwisa mwana uko usiye vana vazviitire zvinhu zvavo ipapa wakuda kutonova joiner dzikama Mhosva aperei ndiye munhu arikutorira manje Tyra akataura
Mukangoziva kuti Fungisai is a bully mumobatsirika atori murwere wepfungwa kabisira uyeNgaaite wake Fungisai atumedze zvaanoda. Akamuudza kuti riri pabirth certificate ndiyani. Magamhira mudenga mhahaaata yengavi. Vabereki vaksbvyma nickname yemwana mapenzi here. Ngaakwane. She should bring $20k to remove the name Zvapindirwa naTeo Events soon tirikutamba muchato wavo.Mwari vanosimudzira zvakasvoreka havo vakarangarirwa nedenga.Zvishoma izvozvo zvavaitirwa tinotenda. Godmother naGodfather vaDzabu vakapihwa mari refu nekuda kwezita ravakapa Dzabu wozonzwa kamwe koti hazvichaite kuti anzi Dzabu. Stay clearance Fungisai.Anyway beautiful couple.🔥🔥🔥🔥🔥Ozonzwa murume achituka mukadzi anoswera pasocial media uchiteedza ana m
Attention seeking she has no content🙄🙄🙄🙄Kana wati you want to be far away from everyone nekuti you feel emotionally drained iwe wokanda futi mapost kuvanhu vauri kuti urikutiza vacho votangazve kukutukira dish iro rakanamwa namwa wopindanazve neimwe stress hauone kuti chaunenge wagona hapana here nhai Lolo? Anyways hugs kwacho🤦♀️🫂🤦♀️🫂🥰Munhu arikuenda kuchikoro here uyu kubvira paakakumbira mbolisto yaThomas Chizhanje akapiwa paya? To me it looks like she is getting more and more dull kubvira kwaMakadzi kuya kwaakamboita soonyengwazve. Hameno!🤣😂😂haaa takufanira kudzidzira kuzvinyaradza mumoyo shuwa 🤣😂🤣😂 it turned up to be a joke pazongotaurwa zveDish 🤣🤣apa ndanga ndisina kumboriona huyee bodoKu
Mai Shadaya vakashinga havo🤣🤣 if it was me I’d have dumped that misogynist a long time ago Dei musikana wa Shadaya atoita Brand Ambassador.. Akutoitwa celeb ka sekutamba sekuseka dei atoita ride on this free publicity kuita mari pa side 🤣🤣🤣🤣 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤷🏽♀️This is serious. Izvi zvavakutoda go fund me ambo pinda pa program yekunyatsodya zvinovaka muviri. She looks very hungry and malnourished.Ndinaro randakatenga mu legit 320 for 2 aripa special so varikuti 2 usa umm hameno Ngaatukwe ,inga isu nehama dzedu tongotukwawo nashadhaya wake. Dai achiwanzawo kumutengera mapotato nedovi Dai mati plus wrong choice, murume wake anotituka kunge takambokwirana naye . Vese kuita maBuns zvi
Elivs Mathe aka Ma Elly member of Insimbi Zezhwane has passed Away may His soul rest in Peace Its sad as a Zimbabwean to notice that ma Artists eku Matebeland we don't celebrate them ,uyu vazhinji tazomuziva afa asi ana AKA taiita kuvazadza pama status veku Joni kwatisachadiwe ....😭Hamba Kahle Mfowethu Anga asinga gone kuimba chete dai aigona taimuziva. Ana Sandra ndebele, Lovemore Majaivana, Solomon Skhuza vanozikanwa wani." Artists eku Matebeland" you trying to blackmail people by using the tribe card. It will not work, if your music doesn't appeal to the masses you won't go anywhere simple as that 🤷🏿.Post your story without talking about race. Me i dont even know him. May his soul rest in Peace our Zim Artist 🎨
Madzibaba vakatakura kurema 🙏 Kunge banana ratiza pamusika yellow 🟡 yacho kana yazara muviri wese kudai zvavachadyiwa vachifamba Wow nephone ine cover ye Yellow ,yah ndopakati CCC ngapinde hake mukomanaHanditi yakazo dhonzwa nema CIO kuHarare here paye pavaka shungurudzwa saka mu underwear haichakwani Blambi rakaita kurara nedivi yooh 🤣Kkkkk havangatadze kutakura kurema vakati yakambosungirirwa chidhinha ne opposite part hanzi pakuita wiwi pakutonetsa ndakamboona imwe interview vachidara Yuwii mnh abva ada yellow kusvika kupoach yefon ,everything is yellow ndiwo maLoyal CCC ayaHavana chero pant zvayo, zvakaoma, anyway ku CCC hanzi dzinoshanda chose nhengo idzo pamwe kuzvimbiswa lula lula, ndakanzwa vamwe mai veccc vachidaro pa ka video kai
Uyu kupfeka zvoenderana ne body yake hatode. Most of the time anenge akangoporonga badzi Kupfeka Seka toddler, kureva kuti chiuno chatova pasi pemazamo zveeKana une chimimba mutekwe this dressing is not for you Kenduza ndapota hangu wadireiko kuda kuti tinzi tine pamuromo Wakanyatsotarisa pamirror uchibuda mumba ukazviti wakachena here?😂🤣🤣🤣musamudaro,ini anondinzwisa tsitsi, face yake anenge angori worryUyu kupfeka zvoenderana ne body yake hatode. Most of the time anenge akangoporonga badzi
Varoyi vaye vatanga.They go bring your lovers from grade1 when you get married🤣🤣Once they see you happy they will start telling people what you did in 1996 Infact a real man is not supposed to be angry or feel funny about his woman’s ex because logic should tell you that the current guy is the king and the current guy should be proud that he snatched a Woman from another guy and that the woman finally chose you and left the rubbish ex behind..Infact ma ex boyfriends and ex girlfriends or ex husbands etc ndivo vanotofa ne stress and jelousy kuona ex woman wake achinokwirwa by a new guy.. The current husband or boyfriend of ANY woman is the real king the champion ,the charmer not an ex hubby,not a ex boyfriend.When they see your relationship doing well they will s
But Lorraine Guyo what really happened to you and Makhadzi?.Friendship yenyu yaidadisa chose .Chii chakanyatsoitika?. Senyika you owe us an explanation.Hanzi kwayi akadanana ne boyfriend ya makhadzi her kudi kudii wee apa makhadzi asingazvizivi hanzi makhadzi akavhunza sisi vedu Lolo hanzi vakati ndanga ndichazokuudzayi besty hanzi apa vedu sisi Lolo vanga vasingazive kut boyfriend Yamakhadzi ndoreva master kg🙄🙄🙄 Rorini is a threat to makhadzi nekuti akati nakei kwaizonyanya kutariswa iye instead of khadzinatorPakangosvika tyra zvakabva zvadhakwaSiyanai namai Dzabu...saka munhu akatamba nemunhu wawaimbotamba naye ,,ndiye afurira here. Imi shamwari dzenyu dzamaitamba nadzo muchirikutaudzana here. kwanai,,,Love you Madam Boss❤️❤️❤️
Vakadzi denga muchaita rokugoogler shuwa mungaita basa rokupa makula bota isu vana vokumusha kwenyu tine nzara Regai vana Rajesh vadye ngeliver hauzoshaye zvima noddles nezvifish zvake exiperManje kana varima Indians ,vanorovesa sodoma& Gommora,ini zwangu mamwe marudzi ndakatadza, takatosiyana,tsika dzedu, magariro, mabeliefs, culture.chikafu, religionUnovapa chisewo here iwe? Hanzvadzi dzedu dzikutoponeswa nana chimwene mutuma spaza itwu, zvinouyu akange nane abviroenda hake kuna boss pada angawanewo, twimazimba nge kokokora. 😉😉😉Ini handiiti vanhu vanonhuwa garlic vanombouya pabasa pangu akashandisa toilet chete room yese yosara ichinhuwa garlic