Tuesday, April 29

News News

December 20, 2023

Zvinoshamisa Zvinonyadzisa Nadia Nakai Kubiira Munhu Bvudzi Brazilian Hair Wog Worth 800usd

I'm surprised ne nyaya ya nadia nakai Ndatofunga kuti imbinga kuvhara munhu bvudzi ii         Fame ne kuda kunzi ndakapenga honai kwazvinokusvitsaNdanyara hanz iye akaresponder kut l thought kt ndavajaira kut vanopihwa hembe or mawig then vozongo vatagger zvotovharana        

December 20, 2023

Zvashamisa Vakawanda Godknowa Machingura Apfuurwa Nepfuti Akafa Ari zluita Armed Robbery

His accomplices-Ndiafhi Makhado (39), Andrew Masubelele (38), Emmanuel Makamo (22) all of South Africa and Zimbabwean Paul Zhou (55) of 1983 Mainway Meadows, Waterfalls, Harare were injured during the shoot-out.             Godknows Machingura (44) who was residing at No.4 Stone Close, Edensville, Johannesburg, South Africa was also shot dead while trying to return fire on detectives who tracked him from Shamva where he had gone to make a surveillance on a Chinese national they wanted to rob. The injured suspected armed robbers are expected to appear in court on Thursday.         Zvakaoma nyika haichina kumira mushe chokwadi kutiza kunyika kwavo kunotibira kunyika yedu inzara wo zvayo  

December 19, 2023

Hazvina Kuzopera Mushe Chihera Ati Olinda Ngaanovhuiwa Futi Akuita Kunge Ngoma Yema Banana

Chihera Said Shame🥺nganovhiyiwa futi Olinda 😏kuita ngoma yemabanana kkkk ko kuzodzikisira vamwe         People vamujamukira  Unenge wati ndagona yowe panonzi pano unotukwa ukange uchazviuraya bvisa hako post vanhu hauwaziwe kk             Olinda looks a lot beautiful and classy than you unoshaya door handle chaiyo               Tangai madzidza kugeza , dressing n be financially stable like her mozorutsa kutaura ,you are way far behind .She is far much better than youIwe ungaty urimusvinu ipapo,, olinda atorinane ane mari dzake iwewe chako chaunacho makuhwa nekumwa bronco

December 19, 2023

Holyten Music Mushure Mekunge Asingachengete Mwana Wake Chelsea Oti I'm The Father Inini Zvese Zvemwana Uyu

Zvinorwadza Zvinonyadzisa Holyten Music Haasi Kuchengeta Mwana Wake Mufaro Waakaita Na Chelsea Zvaita Vamwe  Vade Kumuchengeta       Chelsea Writes Ndini Baba Ndini Amai Vemwana Uyuu        

December 19, 2023

Mashura Makunakuna Roman Catholic Zimbabwe Yakubvumira Kuchatisa Ngochani Izvi Zvashamisa Vakawanda Vati Dai Mugabe Aripo

Hanzi nemutungamiriri we Roma zvaakubvumidzwa muchurch kubatanidza murume ne murume anoda kuchata or mukadzi nemukadzi anoda kuchata.           I think mega munongoaziva ma system acho. Motiwo kudini na Pope          

December 19, 2023

Zvinorwadza Two Police Officer Couple And Daughter 4 Months Old Vafa Vatorwa Nemvura Driving Across Flooded River Ku Gokwe

Two police officers and their four-month-old daughter drowned after their vehicle was swept away as they attempted to cross the flooded Kana River which cuts across the road between Gomoza in Lupane and Kambe in Manoti, Gokwe.   Two other passengers aged 19 and 5 escaped from the Ford Ranger and swam to safety in the December 17 incident. Police have named the dead as Moses Manyongodo, a 35-year-old police constable based at ZRP Lupane Traffic; his wife 30-year-old detective constable Ireen Muzamba and their daughter Hellen Manyongodo.     Manyongodo was driving towards Kambe Business Centre in Manoti when he found the Kana River flooded. “He drove the vehicle into the flooded river in an attempt to cross. After getting to the middle of the bridge, t

December 19, 2023

Murume WekuHurungwe Ozvigadza Mambo Munyika Yake Island Inonzi United Republic of Delvin (URD) Ine 36 Citizens

A DECLARATION of a new State thousands of kilometres from Zimbabwe’s outlying rural area of Hurungwe into the Pacific Ocean may sound fictitious and strange. Zimbabwean-born academic, professor Webiston Jokonya, on September 5 made history after declaring a new sovereign State at the heart of the world’s waters.     The new State is called United Republic of Delvin (URD) and has only 36 registered citizens so far. URD was formed from what was known as Howland Island, located just north of the Equator in the Central Pacific Ocean, about 1 700 nautical miles southwest of Honolulu. It is just 160 hectares big and also lies almost halfway between Hawaii and Australia.     It was unclaimed and uninhabited until 2023 when it was declar

December 19, 2023

Most Wanted criminal Munyika Anenge Avawana Panopiwa Munhu 50 000usd

Most wanted criminal mu Zimbabwe Avawana Paita Marii             

December 18, 2023

Mashura Ku Gweru Mhuri Yekwa Sibanda Yotora Mutumbi Dead Body Isiri Yemwana Wavo Vachinoviga

A bereaved Gweru family was forced to exhume the presumed remains of its deceased member after burying the wrong body.         A bereaved Gweru family was forced to exhume the presumed remains of its deceased member after burying the wrong body.         New Ziana reported that the family was alerted to the mishap by the other grieving family which discovered the body swap during body viewing.             The mix-up involved the bodies of Takudzwa Chipadza and Courage Sibanda, both of whom lost their lives in separate incidents at Mkoba 14 and 16 business centres, respectivelyPolice in Midlands Province said that Chipadza’s family collected what it believed to

December 18, 2023

Young Gemini Wins Zim Hip-hop Awards Zvazoita Vakawanda Vataurise

Young Gemini Wins Zim Hip-hop awards And people comments Dai Vamupa Chikafu not Award          Instead of an award dai makamupa a years supply of porridge rine dovi and a gift basket with lots of proteins               Akuda kubatwa opakwa porridge mbida chairo kumudzvinya mhino kuti amedze kuseni nema nheru maskati odyiswa ma potatoes opiwa multivitamin kuti anzwe nzara nekuti senyima tikaramba takanyarara ka tinenge tichiitirana hutsinye

195 196 197 198 199