Mwana achema chema.Iye Sean uyu maone ndiyezve wekutanga kuburitsa pic yaOlinda pamuchato izvo zvakanzi no cameras akaswera akusekwa pano😂I like both Tytan na Stunner but apa ndoti Stunner was wrong..waiendepi , munhu now is married and u just need to respect Tytan. Waka cheater OC & made her cry in front of whole nation uka chooser a young girl over her. U & dyone muchimupa nickname kuti gogo whilst u wr still married naye futi..Coz ka she wasn't good enough for u, ukaimba ndoenda hanti..so wakaenda ka..Tytan then came & akaporesa the heartbreak now wakuda kuuya to fight for her..on wat grounds bro ?! Proper disrespectfulOlinda should grow up. Now look at her son fighting her battles
Kana iri nyaya yekuda makhedha wakadii kutora hako kamwana kaBrown aka nhai Tytan.Hakana madrama Ko iye uyu haana wake here75% yemakedha imhatsa muviri weseTaura hako uyu ari way better than mbuya tea hobvuZvamhaimhanje I don’t want to be Tytan 😟😟😟 Olinda kuita mwana 🎥 camera man 😀
TyinApostle,Chero Poky wenyu apa haakwane apa at large🙌Kuzvipenda kusvika munhu aita taransijenda . Kana iri swagger itai mega. Kana kupisa kwacho Pisai henyu megaPokelo atori Nani anoonekwa kuti atori munhu manje uyu hameno zvaangori Soo kunge chivezwa kunge chidhori kunge asiri munhu Soo hameno Apostle vanoadvertiser here malabels avanopfeka. Zvinhu zvavo zvinonyanyiswa kumatcha kwako. Queen of Swagger varimberi pakupfekaAva ndivo vanotoda deliverance yakasimbisisa. Please don’t ask me kuti yei handitozivewo ndatozvionawo kumaraini
Munenge muchitotemba kuti tine muporofita wedu pamasowe iye achirohwa nedemon kudai shame Ndozvinoratidza kuti mupositori for ED haana simba ,anokwaturwa chero ne demon🤣🤣🤣🤣🤣 akupa mayikeri Kung Fu 🤣🤣🤣🤣 anzwa nekunyeperwa akati ndine size inokwana akati bhutsu Kuna ginatsiyo 🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂 mukadz uyo aripi mbomupa drink kkkk unenge wanzwa nekunyeperwa wonyebera hako kunge wasvikigwaAva ndivo vanotoda deliverance yakasimbisisa. Please don’t ask me kuti yei handitozivewo ndatozvionawo kumarainiIni ndakambozviita kune vamwe pastor vachinyepa kuti unedemon mausher kombai munhu haaa ndakasanyaura vanhu ndikabatwa zvinorwadza ndoti ndaenda vachingondisiya ndotanga futi ndakapwanya machair vamwe vakabuda nepawin
Kune vakaita History munoziva nhau yaitisetsa tirikuchikoro ,yekuti Makuruwani Lobengula vakatengesa nyika in exchange of a teaspoon of Sugar 😀 Taiseka tichiti hazviko ... But now takuzviona tose kuti Zviriko...munhu anotakurwa more than 300 km kufambira kunopihwa low key bread ,Zvinhu zvekuti dai varikumabsa they could buy those items as a lunch ....but they're ready to give their votes to the destroyers ..just for a loaf . Your well educated president in this arena bought some helicopter ambulances to rush to a hospital that has no paracetamol nor available specialist on time but our great grand children when told in 100years to come they'll do as you doing now Saka bho🤣Kune vakaita History munoziva nhau yaitisetsa tirikuchikoro ,yekuti M
Ndoma guma guma epa border ndosaka vasina kunetsekana kujamba border dai vambo toucher vataure zveseTotenda pane vose vakabatsira kuti mhondi mbiri idzi dzisungwe. Suitecase iyo zvainenge ropa Pa zip ko mai Ava Dzeve chii asi ndokuromba kwacho.Ko kuzoti family inoti ndakaromba nhai mai Princess kurombei ipapa huyai muende kuchikurubhi uko kune vamweHapana kuromba apa asi utsinye chete hwavanahwo vangatadza kutambura sei nemoyo wavo wakasindimara kudaro ndivo varoyi vanodya vanhu vachifamba Dai mukafirako rufu runorwadza kukunda zvamakaita mwanaIvo baba ava kutototi ndinemukadzi iyo tsvina iyi uuuuuuuum I can imagine kamweya kanobuda apa.chete kazhinji chapa ndodzinogara nevarume.
I'm a Big fan but mmmmm zvakurema In less than 5months NaMakhadzi 0 zvakaramba Shasha futi 0 zvakaramba DJ Tira 0 zvakaramba Now Master KG haaa 0 zvaramba Chero naTakura zvakaramba DJ cleo next Haaaa Murefu akuda muteuro fast, coz zvakuenda kumagumo apaZvaramba kwauri iwewe weZim dance hall, music yaJah haisi music yeVanhu vanopfeka zvibrugwa zvakare rembera nemaziChain iyi... Apera ndiwe ukunyora zvausingaziva. Jah - Master Kg yanetsa song iyoyo.For you to be safe in Zimbabwe be a bhuru mango green outside yellow inside even Chamisa akati kana T shirt necap ukapiwa pfeka ziva nemoyoZvinenge zvikurema kumba kwenyu munyori,hamufe mamubvisa Chiremera akagara paakagadzikwa Jp kuvanhu ❤
Achema achema mukomana sure kufirita munhu kusvika aiita kunge muindia Aaaah ndohwa mabayooo l luv zim people aaah havadi kundiona ndakatsamwa sureKuzvipenda kusvika munhu aita taransijenda . Kana iri swagger itai mega. Kana kupisa kwacho Pisai henyu megaJoy dzosera durac raFreeman re black iro harisikukifitter hongu we know kuti hairdresser acho hairline hakuna Saka iwewe how can they plate you nicely🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka hanzi kadhuku karikuya futi nefirita kkkkk amana ka musazodaro🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka hanzi kadhuku karikuya futi nefirita kkkkk amana ka musazodaroWototamba irikurira freeman coz sisi yeke yeke havabude firita ndoroita zvitoita nane manje wakubatanidzirwa ndiwe wakutoita kunge mukadzi wa
Kusvika rinhi uchidyirwa musaga nhai mai Kambucha sure baba kuitirwa bhavhadhe musipo paside,zvino vobatwa nevamwe here imi muripo,hanti makada maceleb chibudai navo kaa😂 😂kudyirwa musaga here nyika yese ichiziva vanodananaKudyirwa musaga kwaipa wangu unenge uchiti ndiwe vouya vakaguta votanga kuhwahwata kunge vamwa roiboss tea nxaaako inga mutambo uyo wavakapfeka wakanyorwa kuti secret love moda vaite sei
Vakadzi moyo wekubereka takaisepiko video yemwana akaraswa mutoilet guys inorwadza mwana kubuda akazara honye muviri wese pandaona akaputirwa ndafunga kuti hasi mupenyu ndinzwe mwana akutochema veduwe😭😭😭😭veduwe ko tinoiteiko vanhukadzi dzivirirai zvee kaa musingadi vana ndarwadziwa ini😭😭😭😭 Iiiii haritarisike yoooo....ko mkadzi wacho arikup ndaida kumuona Kut face yacho yakadiiNdagwadziwa video racho ndanzwa kumerera iwe Bete vakadzi Mwari ave nesuI blame men ,haisi mhosva yema ladies,men tend to promise then after impregnation oshanduka n the lady is left with no optionNevarume be responsible ndivo vari kuramba nhumbu ivava munhu opererwa... Dai akabatwa mkadzi uyu anoda punishment size y