LORRAINE GUYO RELEASED Lorraine Guyo alleged fraud case reportedly thrown out after vetting Hamuna evidence says the State. Car in question returned to LorraineThe State has declined to prosecute Lorraine Guyo for fraud citing lack of evidence.Munhu ukatora zvinhi/chinhu chandotengesa wobhadhara half towirirana kuti uchapedzisa panguva yakati ukatadza ukasacommunicator neni ndokuita zvakaitwa Lolo izvozvo exactlyKana Zvemu dhoto zvaramba kubhadara Dzidzai kushanda honai low rain avakuteverawo mai zvikatsiUyu haasi type dzefraud uyu but she lacks legal knowledge. After this dai atambawo netype dzinenge ana Panashe Bwoni-Sagwete oitawo follow their page rakanzi Know the law with Panashe I'm sure s
So Dyonne Tanaka popularly known for being Stunners ex wife. Held a stunning lil birthday party for her lil sister Kelsea over the weekend it was a movie.Panga pakagezewa haaaaa chingozvionerai mega Zim zvaitori nesimbi shuwa ko vamwe sei musiri kuzvigona izvi😊😊😊😊😊😊😊 Big lesson havadzidze pana moana ini andichive life yemaslay queens moana paakafa akasiya hembe nemawig chete aiita basa rekuhire mota kubhilivhisa vanhu 😂😂😂We don't take unnecessary risks. Hona Kuna Moana.. aitipa pressure pa insta but takazoona akuvigwa kunge gonzo asina kana fit zvayo. Live fast, die fast I’m curious though since ari munhu wataiona life yake ana Stunner, ko wats her source of income? Does anyone know??
I love Jackie, she has a vision. Not ana pokello basa kuita show off.we need vakadzi vane chiono Sana jackie.much respect Jackie Degree holders vakazara kumakomba vanhu vachidai🤗🤗🤗🤗Kana usina dzinodhonza haungambohwisise zvikutaurwa najakie,,,,, murikunotsvaga mari kumapromoter akatotizawo nhamo muzim ko kana zvakanaka ngavaite zvema promoter emuzim 😭😭😭😭😭kureva kuti nhamo irimunyika havasi kuiona here Chichi Rangwanni it depends dear.was offered a position ,a car in zanu, l chose to run away to an Arab country where l work 16 hours shift and not that much salary. I don't think about myself only so it depends Powerful message from Jackie Ngarande.Ko ndianiko arikuroja kuEa
Sekuru words will fail me if I start explaining how grateful I am to have you in my life . May God continue to increase you and bless you . Out of the jokes and social media you are an amazing person with real love . I wish you nothing but the best . May God put the right people in your life who gives you back the same love you give to others . Happy birthday Sekuru Peter Dewa Moyo .
Muimbi aimbova we CCC Ricky Fire anoti bato iri ranga risina basa naye uye ranga risina basa nekuziva kuti adyei anwei uye arara pai inzwa mukomana achitaura mu 1st comment Zimdancehall artist Ricky Fire has revealed insider details on why he betrayed Citizens Coalition for Change (CCC) for Zanu PF, after attending a party organized by the president’s sons. Ricky Fire caused commotion amongst CCC supporters after the images were leaked. Ricky Fire: Unapologetic and Unfazed In response to the criticism directed at him, Ricky Fire has taken a defiant stance. He firmly stated that people should refrain from questioning his choices unless they are the ones providing for his livelihood. According to Ricky Fire,
Muzunzi mukuru wemutaka mu Zimbabwe,Beverly Sibanda osimbisa bato riri kutonga re ZANU PF.Kutamba anotamba but daro uummm pari era ipapo akashepeka ndeuya wamunoti Sandra Ndebele kkkkkSaka vanhu vatoribho nekusvitsa 40years usina kana kumbobata payslip 🤔Tsvee kufunga kuti saka mukabirirwa muchaitasei ndosaka D E akazoti ndiri kuzviziva kuti ndinodzoka😭😭😭Kana ana Michael Jackson vakudai asara wacho ndiani Ava varikusvirisa mikosh*** yese yapera nekuita 180 🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼Bev iduzvi basa kutamba mumabhaw hnty kushaya mabasa oti pamberi nezanu itsagaUmmm kana zvakudai nevamwe vataifamba navo kubva kwase Kure vakutirasa tasvika sure tongonamatira peace mu
Statehouse yafumuka Ndizvo zvichaeadyisa ne triple Ccc confidence wakudziwanza..State House yangofanana neMbare Musika adaa apindaKkkķkkk nevapfanha vanotengesawo mamemory card vakungopindawo mo Kkkk zvafumukaHamuzive zvamunoda. Maiti Mugabe akashata nhasi ED ashata.MakajaidzwaAnamahobidobodo votsvagei ko kustate house 😂😂😂Tawaz mbiri yake ndeyekushata muno muZimbabwe. Ko imwe ingava yeiNguva yamgabe kungonongedzera chete ku statehouse uri mutown waifa nekurohwa🤣🤣🤣🤣🤣,,, izvezvi kwaakungoendwa nembiti,, java, tawaz,,nekambavha ako ke nine months🤣, haa hakusisina chiremerera Ma zimba musatamba nembavha iya unohwi java ndiye arikuronga yese iyi chero navana holy humi vo
Dzarembera zvino nyama dziye 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Dzichatorembera kudarika apa hasati atanga Munhu1 here uyu🤔Masoja emumiri kana angori madhafu anongoita madhafu haungaite Slender By Nature ka NechigeroNdatomboda kumubvunza ndikati rega ndinyarare
Mukomana uyu nyangwe akasahwina or kuhwina nhamo inewo uyu ndi lawyer ane ma investments ake , ari kutoitira iwe neni kuti tigare mushe wabata , Munangagwa ari kuitira kuti team Gold mafia rirambe richidya mahure awo achitenga ma G wagon ,fashion and photos every day Ma admin e Mk thank you neku approver ma posts ane chekuita ne nyika taneta ne nyaya dze ma socialites dzisingatipe futureLife yake yakatochinja mukomana uyu,akachinja kwekugara ,chikoro chemwana wake aa kudzidza pa one of the top schools in Zimbabwe which he never thought could afford. Mukoma aa ne a fleet of cars,top of the range zvaanga asina kumborota kuti angaite,ndosaka achidonhedza wese anenge achida kuita contest for the same positi
Vose vave ma musicians 😂😂😂APA mavoice acho dololo Ma musicians ani?,,,, kana kucreche vana havaterere zvisina basa this is why ma.celeb emuno asina kwaanoenda.shuwa unotorwa pics uina kettina akafumuka kudaro?? we dnt like kettina and we wil end up not liking u cos.unotambei nemhepo dzakadaiso. Uyo chipo smile yake arikuratidza kuti akaperera and arikufara nemwoyo wake wese .....asi uyu ketina wetsoka dzisingateerere uyu arikunyatsooneka zvake kuti its a plastic smile🙄🤔🙌 Kutsvaga mari, munhu akadhonza chaunga anotaker advantage of that kkk vanogona kutowana mari nekusatogona ikoko nekuda kwechaunga ichocho kkkkMnhu anotengeser Kettina mafut ekubleacher Mwari ave naye haatotarisiki che