Wednesday, November 19

News News

July 19, 2025

Gilbert Nyati Akupenga Nenyadzi Mutorerei Phone

Gilbert Nyati Akupenga Nenyadzi Mutorerei Phone   Haaa Nyathi to be honest makubhaiza manje you weren’t suppose kuposter that video mwana achitaura zvakadaro hazvisi funny veduwe we put the blame on you mwana ari innocent ndimi matomukanganisira mamuposter achitaura zvakadaroIwo mashoko acho aanga achitaura ekuti “putseke mahure” haangoite kumwana veduwe anorema vanhu vanosara vobvunza kut amanzwepi apa you know pane nyaya ikupisa zvinobva zvaita add up hamusi kuona hre haa musadaro….   Musadaro ndokudai zvekut and zvinondirwadza kuzoona muchisekwa nekuwanzirwa muma streets umu but pamwe pacho munobhaiza zvanga zviri necessary hre kuposter zvakadaro amana.  A mature parent can never post such a disturbing video its so sad kuona mwana

July 19, 2025

Nyati Kuda Kukwadzisa Christian

Nyati Nenyadzi dzekuhurira mukadzi akungoita zvese zvese kuvhara nyaya. Akuda kuendesa  mukadzi nemwana ane 3 weeks ku Vacation ku Tanzania. Mwana nemukadzi vanotoda nguva to rest before vafamba rwendo rwakadai. Nyati ndatikwanire .

July 19, 2025

Nicole Ku Capetown Uko

Hello good people ndikutsvagawo musikana uyu anonzi Nichole andizive paanogara musikana uyu akakwereta Mari then she disappeared from nowhere          Kuyedza kumuisira mamessaege ahapindure apa haasaty adzosa Mari yese yaakakwereta so kune vanoziva paanogara mudelft ndokumbirawo rubatsiro rwenyu hama wee         Anenge andiratidza paanogara ndine mubairo we500   Munondibata pan panumber dzinoti   27638749897

July 19, 2025

Joy Mai Nyathi Finally Speaks Ndiriku Dyika Mumoyo

Nyathi is a Narcissist person so Joy anongofira mukati but achapepuka hkePane chirikudya mwana uyu Moyo zvotonzwisa tsitsi hatichazive kuti kusekwa here kwaarikuitwa kuti akashata nevanhu or chihuree           chemurume chamushungurudza weduwe.kana pane zvikukudya Moyo Joy taura unobatwa BP Uri mwana   Mwana akahurigwa uyo nyati idununu arume vese vanohura iwe nyati unosvika pakuzobatwa seiShuwa ini ndoona sekuti zve social media azvisi zvake ini she can't take the bulling

July 19, 2025

Warwadzisa Zvako Musikana Nyika Yese Irikuchema

!As ZPCS we mourn as colleagues and CDEs in arms together with relatives and friends. Be ye comforted by the Holy Spirit of God..           MHSRIPRip tindo aive ne shape ya Mai JeremayaWarwadzisa hako Tindo zorora murugare tichasangana ikoko kusina nhamo dze nyikaUku ndokursaikirwa not kurasiswa

July 18, 2025

Ku Dema Kurikuchemwa

🔥 Pfooo, Seke Dema kune madzibaba vakaenda kunorara kumasowe husiku, mombe yakachema mudanga mombe idzi dzaive mbiri. Pamusha paive namai nemwanasikana vakamuka kutarisa mombe vakaona kwasara one ndobva vatevera kumasowe vakaudza baba , baba vakaudzawo vamwe pamasowe vakabatana nanamadzibaba vepamasowe kutevera matsimba emombe netsoka mbiri dzaitunha         mombe vakatevera kubva masabhuku Majaya vakafamba zvemakiromita anodarika mashanu. Vakafamba kusvika vasvika pakapinda tsoka mumba vavakazowana mune nyama munzvimbo yekwasabhuku Mubobo ,asi maive musina makumbo musoro zvemukati ne dehwe. Vakaenda kurwizi vakawana         musoro nemakumbo vakashaya dehwe nezvemukati ,pamba apa panogara mbuya vane makore 91 nem

July 18, 2025

Vashandi Ve City Council Vorakashwa mu Harare

  Mazenya apihwa vakadzi vanoshanda kuHarare City council hatina zera nawo. Vanhu vakadhiniwa kunze uko iwe wouya kuzongotora        yo porisi yekanzuru yanetsa matorero avonoita zvinhu zvevanhu haaa zvorwadza.chinozonyanyo ndibhowa ndechekuti ndevedu vakapinzwa basa ne opposition bt moyo wavo wakuita kunge vanhu veZanu.kuno         kumasendiraini vakauya vachinetsa tovakwaturaVakapota machimamiswa kudai nyika yonaka manje manje ngatiitei moyo mumwe wekumamisa vanhu vasinganzwe chete zvonakira teseUnosimbiswa kunzi rova nemunhu Ari Kumba kwake ..never take the law into your own hands ..unokuvara vava wega kuchitokisi and vaikusimbisa hapana anokuita bail out ..mucharova mnhu akafa ..vanhu vakurwara vachifamba &nb

July 18, 2025

Zimbabwe And South Africa Same Same

Kadoma Murumu uyu akasvika pamusha panogara gogo na Sekuru,Akabata gogo chibharu,sekuru pavakada kurwira mukadzi wavo akabva avauraya.Akazobatwa akarara musango         mushure mekunge atiza pamba pakeThis sad so we have to protect our parents the same way we protect our children, God have mercy on us 😢Zim yaakutyisa mufungeZim and SA same same

July 18, 2025

Sad News Zimbabwean Teenage Girl Based In UK Manchester

Family speaks out as police confirm recovery of body near Lowry Hotel following midnight search | A high-achieving  Zimbabweangirl, celebrated for earning four scholarships on her path to becoming a barrister, has been found dead in Manchester’s River Irwell. Her body was recovered by specialist divers following a dramatic overnight search operation that began near the Lowry Hotel, where she was last seen.         Greater Manchester Police (GMP) confirmed the tragic discovery on Thursday morning, shortly before midday, after receiving reports just after midnight that a person had entered the water close to Sa         lford’s border with Manchester. Emergency responders, including underwater search a

July 18, 2025

DJ Kaycee Chitunha Chake Chanetsa

The burial of the late DJ Kaycee (Kudzaishe Chipadza), has continued dragging. It seems something came up during the postmortem process,’ suggested one of the late sociallite’s colleagues. But the development comes as a standoff persists between family members of the wife and those of his mother. 2 weeks ago his brother ended up releasing a statement saying that burial has been cancelled. A comment on the latest over the matter is awaited. Family vacation packages Kaycee is the controversial DJ of the Zim embassy in London, who also ran a recruitment cartel that swindled tens of thousands of pounds from jobseekers, and artists. He was announced dead on 2 June.

109 110 111 112 113