Mukanzwa kuti ndarambana nemuroora wenyu musazoshamisika, izvi ndazvikonewa🙌Usati wamuramba ziva kuti kune vakatomirira that opportunity to come achingobuda Gate anenge atoroorwa.. Varume namatirai dzimba dzenyu kwete kuramba Vakadzi..Vakadzi vese mumwe nemumwe anedambudziko rake rakatosiyana nereumwe saka shanda nezvaunazvo Pray pray and Pray Mwari vanokubetsera💕🙏. Tinokunda neminamatoUkamuramba kiki remember ndiye hirombwa hwako kiki iyeye mwana ane luck iyeye ukamurasa wazvipa hurombe siya mwana afare pamota yake
Hezvo Mashura Video Rababa Rokadhiya Vonzi Honaiwo Chiweti Chavo Hatingatoiti Idora Inhundurwa Havana Blambi Pazvakatangira Ndopazvakaperera Izvi Zvashata Zvinonyadzisa Kuburitsa Baba Vevana Vako 😳😳😳😳😳
Maonawo video yeava here Va bonyora wena Mashura Maonawo Vhidheo Yeava Here Va B0ny0ra KuTwitter Zvionereyi Dai Mwari vachidzoka please aaaaa I think ndipastor vechurch yekuisirwa viagra mumvura 😂😂😂 Zvema videos aya zvinoda wakapihwa pazasi apo😂🏃♀️ DSTV rei naro ndiri MuZimba Comedy everyday 😂🤣😂 ndozodei Rambai muchivhura hombe Ehe taivona hedu zvakaoma shuwa vanhu vane nzara kunze uku lol...
Team #ngwarapatown ndibatsireiwo kutsvaga mudzimai ari apo uyo. Akatiza mumaoko emapurisa mushure mekubatwa aine madrugs. Any information please inbox, call 0774189186 or advise nearest Police. ZRP Mazowe CR 179&180 refers #ngwarapatown Ummm kutizwa chaiko bva Mai ava vanomhanya speed yekatsuro magen'a chaiko nenjema mumaoko 😂😂😂😂vanenge vakabikwa vanhu ava pamwe akatochinja kuita kasvosve zvake..haa but zvinhu izvi irisk taking but zvine MariBest police zrp kutizwa mnje... Asi kaKuMbare kuna Dhama Wadzana kuna Mnyah Mufomb Boss Joball Chimbotanga neivava uyo chimbomusiyaahaa mukadzi uyo akapa mapurisa Z
Haaa yaaa zvima building zvenguva ya Rhodes izvi,,,saka tasiyanei nevari ku Ukraine kana ku Gaza varikurohwa nema missile vakarara Safety measures especially fire, occupancy worthiness of old buildings need to be revised because most buildings have ran their lifespan Sometimes we have to thank God for what didn't happened. Working up daily is a miracle which is underrated. Tatenda tiri kufema. No Ambulance..Rescue Team.. Fire brigade..evenly police....Zbc tell your bosses kuty vandipewo huserious.. Ngava renovate mabuildings avo vanhu ava. Busy enjoying their profits in holiday resorts without ploughing back anything into their business or refusing to adhere to safety standards laid
One person died after a vehicle carrying five passengers veered off the road near Chivhu along the Harare-Masvingo highway. #hmetroOne person died after a vehicle carrying five passengers veered off the road near Chivhu along the Harare-Masvingo highway. #hmetroSpeed dzenyu vakomana ummmSpeed dzenyu vakomana ummm
Rest in peace rutendo. Lesson kune vamwe vanoputa shisha. Shisha is a very dangerous munoida zvenyu but it causes lung infections Ukaona vachiidhonza unoti iflambo vasingazive kuti varikuita body yavo braaai standMaybe ndiri bharanziiii hanguuu shisha inebasaaa reikooo iwooo maziutsiiii ndochi slay qwin chachooo🙌Pamelah Tamirah Thank you so much nekutaira izvi ndakazvitaura futi kuti capetown ladies shisha is not good they are over doing it Ndakayiputa once ndichivha ndauya abroad ndakasvika ndikarwara zvekuti ndakatoiswa pama drip And I’m already allergic to zvinhu zvakadaro even fodya chaiyo handipute and handitode ku
It is sad to hear and report that many Zimbabweans are feared dead after a building collapsed at the corner of Chinhoyi and Bank Streets in Zimbabwe’s capital city, Harare. The collapse of the Zimbabwean economy has brought down the standards expected for city buildings due to corrupt rule and incompetence. My thoughts are with the families of the compatriots who perished in this tragic accident. May their souls rest in peace🙏🏿
Isaac Nyakurerwa, a 78-year-old father from Headlands, faced an unthinkable tragedy in Manicaland province as a routine effort to protect their fields tragically culminated in the loss of his own son’s life. Now, Isaac finds himself grappling with unimaginable anguish as he stands charged with the murder of his beloved 46-year-old son, Innocent Nyakurerwa. The sequence of events unfolded as the father and son duo engaged in the common task of driving baboons away from their fields located at Fairfield farm. However, in a fateful moment, Isaac, in his attempt to ward off the intrusive animals, inadvertently discharged his firearm, fatally injuring his son. ALSO READ:Nyathi said Nyakurerwa and his son, 46-year-
Zimbabwe has a new currency known as ZiG, governor John Mushayavanhu says in his Monetary Policy Statement. The notes are coming in denominations of 1, 2, 5, 10, 50 and 100. Coins for half and a quarter ZiGThis is the new Zimbabwean local currency unveiled today by the new central bank governor, John Mushayavanhu. This new currency is called ZiG. It has already been nicknamed Zigi Mari after reggae star Ziggy Marley🤣🤣🤣 Mari means money in How many ZiGs does it take to fly from Victoria Falls to Johannesburg? If you can’t pay for your airline ticket with Zimbabwe's latest currency called ZiG, the