Wednesday, April 02

News News

September 10, 2024

Zvishandwa Ngatisaunze Pamhenhe Kune Mhepo Kunze Uko Ma Socialite

Mai Rasy's Diaries nematambudziko. Mhsrip  #fambazvakanakaI think social media siirayi majokes necomedy zvekunanika ma achievements nemawandiro evaroyi haa siyai henyuUmmm munhu aitotamba apo vanhu vanoroya             veduwe.Wotodemba kuti dai vasina kumbotenga or dai vakatenga mbijana mbijanaAne zvivindi mukadzi uyu,kana Zimbabwe anogona kuisunungura ari oneAaaa ko chii nhymi munhu aitozvitambira musi uno ,yaaa kunze kunevaroi veduwee but tongoti MHSRIPVagwadziwa varoyi vkaty ungatengerwa sofa nekubhedha toda kuona ukazvigara😭😭😭😭😭😭

September 09, 2024

Breaking News Goal Keeper Mukuru Munyika Yedu Oshaya

A Zimbabwean footballer has tragically passed away after a collision with an opponent during a competitive match.   Johnson Shumba, the goalkeeper for Lusumbami FC, died on Wednesday morning at Mpilo Hospital. He was believed to be in his 20s.           Zimbabwean footballer has tragically passed away after a collision with an opponent during a competitive match.         Johnson Shumba, the goalkeeper for Lusumbami FC, died on Wednesday morning at Mpilo Hospital. He was believed to be in his 20s. Lusumbami FC, competing in the Matabeleland North Province Division Two League, announced the heartbreaking news through their official social media channels.        

September 09, 2024

Mai Rokadhiya Nhai Mwarii

Ndikurwadziwa guys kwete mbichana.... Yes sis vakuda kundisvotesa.. Muvhunzo wangu ndewe kuti akanzwa nani kuti ndoda kutenga mota? Handitambi naye handidi kumuona.. Yes baba roka vakandinzwa ndichitaura nezve nyaya ye mota vauya kuma skits.... Yes akundisvotesa.... Why basa rangu rakapera look last week? Sure mota ndakakundikana kuitenga last month         Zvese zvavari kutukana zvizhinji kubva day 1 ndezve chokwadi handina hangu kuda kuzvipindira cz vanozivana... Muvhunzo wangu ini ndakakutadzirai chii mese?           Sorry henyu weduwe kana ndakakutadzirai mese.. Ndokumbirawo musiyane ne life yangu mese.... Murume ndakakupai wani ko ini kundiitirawo hutsinye mese henyu muchitadza kutsiurana.... Sorrii zven

September 08, 2024

Tytie Vorakidza Madamboss and Maitt Vana Pa Chigame Ichi

Go Tytie Go 😜💪❤️ Mupata Family iri kurira kana mazogara, zvinoratidza kuti vanhu vaneta neku follower zvimapage zvekuti uchingo vhura sanganei nechiface chakableachwa chisina kondendi.         Umwe kuswera achingo dhunuza nekutambisa dako, umwewo uyo inoise yega yegaMai tt namadam.boss pafeya taneta nawo mambuya aya kondendi yavo atichaida hedu 😂😂😂😂vaviri avo         ndane time ndisat ndaenda ko kwa tytie itori daily dose❤️Mambuya ngaachienda takuda mazera ari nani asina hondo so that we can easily relate futhi. Taneta.

September 08, 2024

Ma Vendor 10 Anotengesa Muroad Otsikwa Nemota 4 Vafira Pa Spot

State-assisted funeral for Chaka accident victims   Story by Tafara Chikumira   The government has accorded a state-assisted funeral to the four victims who tragically lost their lives in a road accident at Chaka Business Centre.    The fatal accident, which occurred on Saturday morning, resulted from a head-on collision between a Honda Fit and a Ford Everest.    The impact caused the Ford Everest's wheel to strike 10 pedestrians who were selling their goods.    Two individuals lost their lives at the scene, while two others succumbed to their injuries after being admitted at Driefontein Hospital.   The Civil Protection Unit has released the names of the victims as Grace Chikwaya (38), Lisa Gwenhure (5), L

September 08, 2024

Nelson Chamisa Yoo

Nelson Chamisa have been seen rubbing shoulders with village elders in the country side.         nelsonchamisaNelson Chamisa have been seen rubbing shoulders with village elders in the country side.   #thenewsreport #nelsonchamisa

September 08, 2024

Kwavhurwa Huru Na Kingress Kwakandwa Chira Chababa Rokadhiya Nhai Veduwe

saka mumba mainhuhwa imomo after bonde🤣🤣🤣🤣 imagine fish yakaora yasangana nepoopoo🤣🤣🤣🤣Dai wangonyarara iwe , zvinonyadzisa sei kurambwa nemurume wemunhu pajekerereVakadzi mune bitterness  Mai Roka vaiti ane kadora nemazibhora pavakarambana uyu ndomazuva ainge ane chimuti vachiwirirana naBaba Roka           Ikozvino masamba achinja munhu adzokera kumhuri yake wakumuti amonhuwa duzvi 😂 😂 😂Pamwe aitozviitira Dara hake kuti umame hezvoka wemame nebundu  Murume wemuridzi anodzokera wena 😂😂😂😂 vakuru vakareva vakati         Simba nechakoHona vakadzi busy kutuka umwe mukadzi biyavo kureverera zirume guru rakatiza mhuri. Baroka maisiya mhuri muchinoita zvechihur

September 08, 2024

Satani Akaoma Veduwe Atyorwa Makumbo Ese Neruko Amai Vake Votaura

Vice-President Constantino Chiwenga’s ex-wife, Mary Mubaiwa, has had her left leg and Right amputated as her health continues to deteriorate, it has been established.       Mubaiwa’s mother, Helga, said she was in church and could not comment. Last year, Helga opened up on her daughter's ordeal saying she is surviving through God's grace as she goes through a very rough patch           Mubaiwa has been unwell for years.We hope that we can find closure one day on this...”Mubaiwa’s health has been in the spotlight with  the courts refusing to release her passport to be treated outside the country for her life threatening ailment.           &

September 07, 2024

Magistrate Wachikiti Arrested over Bribery👇

Magistrate Arrested over Bribery👇Talent Phiri, a 35-year-old magistrate from , has been arraigned before the Magistrates’ Court on charges of bribery as a public officer, in violation of Section 170 of the Criminal Law (Codification and Reform) Act, Chapter 9:23. Alternatively, Phiri faces charges for criminal abuse of duty as a public officer under Section 174 of the same Act.           The accusations against Phiri stem from events that began on August 27, 2024, when he granted an Interim Protection Order in favor of an applicant against her former husband. A warrant of arrest was subsequently issued as part of the protection order process. It is alleged that on September 4, 2024, Phiri solicited a USD 3,000 bribe from the ex-husband of

September 07, 2024

Couple Yashaya Mutsaona

Couple dies in Harare - Masvingo Highway 🛣 Road          Let's pray for Masvingo RoadI think the main problem in our main roads is human error(over speeding, drinking and driving🍻🍻🍻, 📱 cellphoning whilst       driving and failing to obey road signs 🛑 and regulations ,it's so pathetic that most drivers overtake on blind cornersWe need to pray for our roads,those who pray should pray those who do cleansing rituals should do so as well

82 83 84 85 86