Waiita kunge uri Gud fighting kuti Sauro wat wat bt waitodawo attention ku musangano tokuzivai mukuru hunhu hwenyu bt itai zvinokuitirai musave guilty we all knw zvauri since kare #sellout1/3 Calz said "Politics is a game of numbers,ure spending more time attacking vanhu nekuvatyisa than kuvatendeutsa educating them.My mother was a politician big time ndakakura ndichiona vanhu vaiuya kumba ,vachiudzwa zvakanakira musangano, ma advantages,ma benefits,kwakabva musangano nekwauri kuenda ,encouraging vanasikana,vakomana,amai,baba, sekuru,mbuya ,munhu wese vamwe vachitovafambira ,mudzimba ,vainzi vakapanduka vaitovanyengerera vadzoke ,Involving them vachivaisa muma structures emusangano,vasina ma birth ma id vachibatsirwa kutora why ?Because every vote counts.Po
Vamwe vane mashavi ekupedza time and resources .I can only see two candidates.the rest is dramaKasukuwere I think his coming juss to distract some of Zanu pf supporters ,don't arikuitira zvekuti awane chimuti
Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba ma Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba mako She had a mission obvious she seduced your husband chete
Regai ndikuudzei zvese. Munhu uyu was a one night stand gone wrong. Pokello tricked ED Jnr and got herself pregnant knowingly akaudza Jnr kuti akabaiwa depo, pakabata mimba it was decided kuti babvise roora nekuti aMai Pokello vakanga vaku blackmail everyday. So mari habviswakuitira kuti zvisashorese first family. Ndicharamba ndichiuya neinfo munatso ziva everything.Kutorerwa pokello sa 2nd wife , life is unfair kkkkkkkk
KoRange Rover Yaive Skit Content Inga Zvakaoma Muchazvirega Zvekupiwa Pressure Nevanhu Vepa Social Media.chichi have spoken
Attention â€¼ï¸ Guys this is Not true… and i am single, what more a whole wedding happening 😂 it may be jokes but i think pane pekugumira… My mom sent me asking me why I didn’t invite her…😔 Munodarirei my mom guys… I do not enjoy these types of jokes dat stretches to making a wedding card…
Mwana uyu anodyiwa nani ko pa tonaz..mazuva ano Ave ku glower wena
Chichi wakakundwa kunaka naNatalie plus hauna mari senge yaNatalie gara pasi ndosaka uchipfeka chiskirt chemapleates chakashata chisina kana kutombokufita.Kopa manotes kubva kunaNatie.Wasvotwa kuti life yake yakufaya iwe zvimasauti zvako hapana achatenga
Dhiyoni iwewe nezuro ndakadarika nepakashop kako kanenge kabox room kawakabva kuvhura musi uno kanotengesa mafuta.Mukashop umu magaba acho anga arimo ndamaverenga anga asingadarike kana 10 plus mamune tuma purse ndofunga 3 netuma T shirt twakangosauka sauka.Stock iyi ndaona kuti profit yacho haidarike kana 30dhoraz asi mazuva ano uri kuswera mundege uchidya nyika rutivi uchishaina nemabhanduru emari.Saka mari yacho urikuiwanepi??
😂😂🤣🤣vanenge vafambira mapicture chete ku Nigeria ukoMovie yakazodiiko nhaivanhuwee zvinhu zvacho zvese zvinongogumira panzira