Wednesday, February 19

Seh Calaz Wainyepera Senge Usingade Zanupf Uchituka Sauro Nhasi Wakupembedza Dzikama Iwe Chii Chaunodzidzisa Vanhu NezveZanu

Waiita kunge uri Gud fighting kuti Sauro wat wat bt waitodawo attention ku musangano tokuzivai mukuru hunhu hwenyu bt itai zvinokuitirai musave guilty we all knw zvauri since kare 

 

#sellout1/3 Calz said 

"Politics is a game of numbers,ure spending more time attacking vanhu nekuvatyisa than kuvatendeutsa educating them.My mother was a politician big time ndakakura ndichiona vanhu vaiuya kumba ,vachiudzwa zvakanakira musangano, ma advantages,ma benefits,kwakabva musangano nekwauri kuenda ,encouraging vanasikana,vakomana,amai,baba, sekuru,mbuya ,munhu wese vamwe vachitovafambira ,mudzimba ,vainzi vakapanduka vaitovanyengerera vadzoke ,Involving them vachivaisa muma structures emusangano,vasina ma birth ma id vachibatsirwa kutora why ?Because every vote counts.Politics inenge soul winning yekuchurch,every service kunobvunzwa vauya first time ,tobvunza zve kuti kubva zvawauya ,wakauyawo nevakowo vangani vawakaratidza gwara not kuti vawakadzinga nekutuka kuti vangani.

New#tag#KWARWARIWA KWARWARIRA

#SIYAIMWANAAENDE #Takaipfura

  • Share: