Saturday, June 06

News News

April 12, 2023

Bee Wezhira Wakagonesa Wakanoroorwa KuJiam Kushaya 1 Anewo Guhwa Rapapa Dai Wakaroorwa Ku Zaoga SDA Nyaya Dzako Dzese Tiinadzo

Wakagonesa Bee ukanoroorwa ku jiam kune vatendi vane hana vasina guhwa said kuri ku zaoga  Sda nyaya dzako dzese dzingadai dzakatonzi bvuruu bvruu nyika yse because ku Zaoga ne SDA kune guhwa rinodzipa chembere chaiko . But vatendu vemujiam natileta down zvakanyanya kushaya 1 ati arleta nezvemuchato makaoma

April 11, 2023

Vanhu Voti Olinda Has Gained Weight Again Munhuu Akabva Kuchekwa Chekwa Nyama NemaFuta KuTurkey

Olinda avekudzoka kubody yake yekufuta zvakare seeing her new pictures for munhu akabva konochekws Ku Turkey. Saka achaita sei nhaimi anodzoka futi here konochekwa munyori obvunza

April 11, 2023

Vanhu Voti Zviuya Hazviwanane Asi Comic Pastor Nemukadzi Wavo Zvakawanana Vanhu Voti Mukadzi Wavo Chibage Chekenya

"Baba naamai Comic Pastor they look gojasi asi mukadzi chibage uwe Comic Pastor huya tikupe ma babe manyama iwee Comic" . Comic Pastor fans said this Vodafone kucatsvagira vasikana manyama last

April 11, 2023

Fans Said Mama Vee Dai Muchitanga Mafunga Musati Maita Maskits Enyu Kupinza Gudo Kukurudzira Chingochani Munyika Vana Vanodzidzei

Mama Vee Dai uchitanga wafunga maskits akousati waactor imagine aunt tilde vachioneswa zvakadai kokuziti vana vanokufarira vanodzidzei.next time skits akadai pizza Mbuya piyasoni. Kana wakupinda Gudo zvakuita like ukukurudzira homo chingochani munyika . Fans not happy with Mama vee new skit .

April 11, 2023

Vanhu Vashoma Vakaenda Kuhigh Tea Ya Olinda Havasi Kufara Hanzi After Paying 160pounds For A Table Wotipa Bhodhoro 1 ReDoro Negift Bag Remhete That Was Day Light Robbery That's Not What You Promised

High tea people vocomplainer hanzi  "Olinda kowakati vip gift bags from bicester Village zvinyi izvi? Koiro bhodhoro 1 re belaire pavanhu 8 pa vip table after paying 160pounds for vip ?I love you but that was day light robbery mwana asingacheme anofira mumbereko.

April 11, 2023

Mhosva Akuzvinyanya Akamboita Skit Achikwirana Nazimatigumi Nhasi Ouya Achiseva Sadza Negambi Ra Handsome Gudo Unonyadzisa

Fans not happy with Mhosva mama vee Mushure mekunge vaita zvima skits zvekumamaa "mai kirifodhi sorry henyu ndakambokutukai pano tichiti ipai nama award kuna Mhosva. Now takunatsoona why asina kupihwa. Akamboita futi rimwe Ziskit achikwirana namazitigumu nhasi ouya zvake achievable sadza  negambi ra handsome gudo nxa padi na mhosvaa.

April 11, 2023

Vanhu Voti Stunner Ko Dziva Vakangonokecha Ndobva Vanakirwa Zvekutora Muzhanje Wevanhu Vese Stunner Newlover With Other Man Claiming Vachikwirana Ku Hillbrow

Vanhu voshamisika mushure mekunge musikana waStunner Zim hiphop artist our 45 years old teenager Jayd nyaya dzake dzobuda dzekukwira ari sex worker ku Hillbrow southAfrica . Vanhu voti asi stunner kungonotora muti wemuzhanje wemunhu wese kuenda nawo kumba.

April 11, 2023

Hopewell Chin'ono Not Happt With Nelson Chamisa's Party CCC Job Sikhala Arikuwora Mujeri Mhuri Yake Irikutambura Makangoti Tuzu

Daddy Hope is not happy with how Nelson Chamisa over the arrest and walfare of his family who are suffering and living off walfare from well wishers. Daddy Hope posted the following on his Twitter. NONSENSE! Your party has failed to even help @JobSikhala1 who is rotting in prison. His family starves and have to live through well wishers. His kids fees has not been paid, and you come here on Twitter to grandstand posting useless messages. You deceive the foolish not me!

April 10, 2023

Vanhu Voti Olinda Hight Tea Looks like Low Tea Ine Lemon Chaora Chinhu Ichi Vanhu Vekuchando Didn't Go

Vanhu voti olinda high wasn't all that yaita kusauka vanhu Havana kuenda it was low key chai from Tea hibvu to Tea ine lemon. Vanhu vekuchando support wo

April 10, 2023

Sisi Melly Diaries Dissing High Tea Ya Olinda Voti Ini Zvinhu Zvakangovata Vata Handidi Zvinekakubhowa Kunge Pafiwa I Grew Up In The Gheto Zvekurara PaFunction Bodo

Sisi Melly voti zvekurara pafunction bodo toda zvinhu zvinemorari mushure mekunge vaona high tea ya olinda yakaita kupora she said "High tea yangu yaswedeera ini zvangu guys pafeya I grew up in the ghetto and you can't take the ghetto out of me never. Zvinhu zvakangovata vata zvine kakubhowa Maya ndinoda vava voomzvekurara bodo pa function.make sure organisers tirikuzo spinnerand tirikuzonakirwa zvekusada kudzoka kumba.

661 662 663 664 665