Wednesday, January 29

Mapicture Ndeechiko Munhu Achizvara Madamboss Not Well Vanamatireiwo

Ma pics ndeechiiko munhu kna uchirwara chaizvo iiiThts not what she said..hanzi BP yakange yakakwira and tht was two weeks ago 😕...kungotora pic kuwall kwemunhu nekuto fabricator kanyaya🙌.Rue Ruzvidzo anyora wani kuti we should thank God negood health akati l'm one of those people vanoti nditore pic ndakanyepera kurara or ndiine oxygen for pics achiti it's bad

  • Share: