Friday, June 05

News News

June 13, 2023

Maitt Spokesperson Said Hapana Jeri Raanogara As Long Ed And Zanupf Ichitonga Kanganwai Zvenyu

Uyu apana kwanoenda as long Ed achiri pachigaro kanganwai henyu.Zvikiti zvese mangwana handei ku court tinoita toyi toyi musakanganwe kupfeka regalia ina Ed

June 13, 2023

Prosecutors Demanded Mai TT Vavharirwe MuChikurubhi Nekuti Vatya Kuti Vaitiza Mhosva

Comedienne Felistas Murata, popularly known as Mai TT, was Tuesday convicted of theft of trust property by Harare magistrate Munashe Chibanda. The State wants Mai TT remanded in custody to give them time to check for records on any previous convictions. Prosecutor Magwenzi argued that she is a woman of means and could abscond.

June 13, 2023

Maitt Vavharirwa Muchikurubhi Nenyaya Yehumbavha Vanhu Voti Can't Wait For Tete Tilda To Ask Maitt Mujeri

Felistas avemukati ari mupolice custody , ndotime yekuona chokwadi kuti maghosts ake chaiwo ndeapi handiti?😂😂😂😂cant wait for Tilder live zim achiti imhosva yeyi yakakupinza mujeri unhatirondedzerawo here zvizere kikiki

June 13, 2023

Maitt Felistas Murata Arrested Vazosungwa Because Of Theft Of Trust Property Zvakaoma

JUST IN Felistas Murata, Mai Titi has been convicted of theft of trust property.   The State has made an application to have her remanded in custody to this Wednesday pending sentence.   Murata surrendered a hired car as surety to a loanshark before retrieving it and surrendered an invalid passport as surety.   In her judgment the magistrate described the case as a "classic case of theft of trust property"

June 12, 2023

Maitt Wakapusa Dzidza From Tyra Unofunga Anoda Olinda Here Iwe Dai Wakabatisisa Ketty Uchitengerwa Hembe

Mai tt wakapusa dzidza pana tyra you think tyra anotoda mai nandi nemoyo wese hapana apo mai nandi vanobudisa mari preparation yadzabu wakaona kuchitengwa magucci akatengerwawo dzake hembe akapiwa mazimari manje iwe feli unowanza dzungu ketty akabvisa friendship fee zvakanaka zvinengei iwe dai wakadzikama uchingomora chete samadam boss bvuma kupusa izvezvi hausi kufunga mabhachi awakapisa nechando ichochi uri dazvanana iwewe

June 12, 2023

Pokello Oudza Vakadzi Especially Vari KuSouth Africa Kugeza Kune Malevels Gezai Not Kuita Shena You Must Glow Kugezeswa Nefirita

Mazvinzwa here hanzi kugeza kune ma levels take your time to bath kwete kugezeswa nefirita 😜anenzeve anzwa 😉Frankly speaking some Zim ladies kugeza nekupfeka zvinotinetsa. Especially team riri Joni, sipo , roll ons, foam baths , face products ,good creams and lotions etc zvinotengeka zvekuti. Mbatya dzinofambirana nenguva dzinotengeka, make up products zviriko for all budgets and good products.   Asi unoona munhu achiita se ave ne 2 days asina kugeza , munhu akachenuruka , make up yakaitwa kunge chidhori, wig kuita kunge munhu ari kuda kupenga. Havanyepi kugeza is not kunzi ita sa slay queen just look 1clean and well dressed zve budget yako .  We have been is SA for years but some of us have learnt nothing. Ukaenda pakaungana maZimba chete unonyara iwe k

June 12, 2023

Lorain Guyo Oti Ini Na Anna Honde Chimwe Chichatiuraya Kubonyora Nekurara Tisina Varume Tiri Over 30years

Chimwe chichatiuraya inini na Anna Chibaby Honde kurara takambundira maZoya mu winter muno .I

June 12, 2023

Vana VaMacheso Vaenda Nechimuti Asi Wa Dhewa Hameno Chii Nhai Moyo Peter Zvemagitare Zvaramba Dzingori Nharo Chete

Vese vakungomanikidza manikidza Vana vaMacheso vanogona asi havakunde mwana waDhewa 😜😜😜 Kana mazogara Peter anoyimba hake

June 12, 2023

Olinda Ndozvazvinoita Ukadanana Nevana Tytan Nkomo Wanyadzisa Chokwadi Kuenda Musi Wemuchato Wako Konodya Chiweti Nesadza Kumba Kwa Tallyn Wakashaya Rimwe Day Here

Hanzi futi futi musi we wedding day ya Olinda Chapel-Nkomo murume wake Tytan akanodya sadza kumba kwaTalyne.handisini ndadaro nditalyne adaro egaHanzi zvekusvika pakunonoka kunochata arimo mugomo resadza kkkk Worinda kutosheedzera Tytan Tytan wanike Tytan haziko 😂😂

615 616 617 618 619