Its so sad to loose a hubby at 23 yet our society is very backward to the extent of remarrying uri single mother its hard
I ‘ve learnt something from Vimbai (Garry’s wife) kuti even if you are broken give praise to God ,even if it hurts stay close to God . Chero wakaomerwa . Kana uchichema Murumbidze Mwari nekuti anomba ariMwari anoramba
agere pachigaro. Ini ndirimunhu wekuti chero ndakaomerwa ndinotanga kubvunza Mwari mibvunzo nhando ndichingoti Mwari muriko?Ko seiko? Mwari mandirasa 😪but now ndadzidza Ndichangoti God you are faithful in every situation , take all the Glorry nekuti you deserve it
Kune vese vakaomerwa vakafirwa nehama dzepamoyo,nevamwe vagumirwa nehupenyu, ingoziva kuti panopfurika,Mwari haatisiye takadaro,Murumbidze give him praise and all the honour nekuti wakafanira kunamatwa usanete rumbidza uchingoti
Mwari makanaka ende munoramba muriMwari, inzwa no situation is permanent,Nothing is too hard for our God,Hakuna mutoro usingarerutswe naMwari hakuna akavimba naJesu akarasiswa ramba uchimurumbidza, imba uchirumbidza uchingoti zvakaoma
kudaro rumbidzo ndeyenyu Mwari kuda ndekwenyu Mwari panopfurika 🙏❤️🥲🙏Vanonamata ndivo voga vanozvinzwisisa kty nyangwe zvakaoma nyangwe zvakanaka Mwari anongorumbidzwa