Wednesday, June 03

News News

September 09, 2023

Tariro Munangagwa Daughter Otukwa Kushata Kufanana Nababa Mushure Mekunge Ati Makorokoto Kuna Baba Vake Vatambudza Nyika Yese

Kushata kunge baba mxm kufana baba kunge kurima makaipa zvese nemoyo nyika inowakwa nevene wayo tinowaka nei tisina mabasa zidzoro apa iye baba wako arikutadza kuiwaka nyika yacho wani harare town yangofanana nembare ndo chii ichocho           Yowee Ganda kunge wakuru wekundara yoweeee kuita rukanda hey ummm kuzoti Dai aigarawo kumusha sesu Ummm Dai katori nemakwati seekamwana kegarwe           Kushata mai hure .mazizino kunge hara yematuzvi.congrats for what ..saka urikutofara so isu hatifariri zvisina bas kuhonda kwako

September 06, 2023

Pokello Showing Off Maoko A Emerson On A Recent Video Achipindura Vekuti Anodyirwa Musaga

Sisy Poki varipano chete.Vatiratidza kabendekete hanzi munofunga kuti ndopenga ndofamba ndega here?.Vatori vese nedzedzi ava..Mukukanganwa kuti ava vanofamba nemaPrivate Jet saka dzakangoti dzichibva kunotamba kutonga kwaro ndobva dzabaya naPoki kunofara zvavo.           Gulez vakangoti zete kumba vega izvezvi.Mabhishu manyama anaPoki ava gulez vaona motoKudyirwa musaga kunorwadza shuwa kkkk.Vanoperera pama pendekete iwayo.Hanzi heee hakuna munhu wemunhu munonyepa ngamubudise ka tione kuti akazvitemba here kkkk.             Haiwawo zvipiko vakawanda varikudyirwa musaga, chikuru I bag ne soft life…. Ndiye adii zvake rega adye zvake mari yema rema, isu tichingovukura nemiromo yedu ye white iv

September 06, 2023

Grace Mugabe Akapfeka Zvinhu Zve More Than 30 000 Usd Ku Inauguration Soldiers Vanomuchengeta Vanotendwa Ne Chicken Inn Sad

Update: Protect the loot.   Grace Mugabe and her entourage had hand bags worth over U$19,000.           Green Chanel Vintage +$9000, Ltd Edition Gucci $4000, Black Chanel +$4000, Manolo +$2000.         The soldiers, police & supporters that protect them were each given a $3 chicken inn snackThe return of G40 , Ava two ndivo vachagarisa             munangagwa muma ice blocks can't wait for Season 2 Coup ,the trail is giving

September 06, 2023

Bona Mugabe Nemari Yaunayo Wofamba Nedumbu Rakaita Mihomba Yembambaira Chii Chakadaro

Ladies in pink outfits 🔥❤️       Maiguru OG was looking elegant 👌, Iwe Bona nemari yese yaunayo yese iya wofamba nedumbu rakaita muganhu muganhu kunge dora kudai..               Kana kuti wava kuvirikidzawo hembe saSwagger 🤔Haaa pakufamba dumbu rakadero munhu ane mari akonewa hake lol

September 06, 2023

Chiwenga Anovaonepi Vakadzi Vakatsva Nebleach Vasingagone Kupfeka Zimbabweans Concerned About Maoko Akutanga Kuzvimba Futi Zvakaita AMary

Ivo Genarari vanovawanepi vakadzi vakatsva nemafuta Mainini very soon is going to have woraring packing maoko ayo zvekwagulez chaizvo           Pusiro yaita face yamainini ungati vaudzwa kuti uku ndokunonzi kupfeka…seems like she is feeling out of place worse the open arms and the smile on generaris face          It’s giving Zimbabwe…..Ihagisi yemachokwadi here iyo because how can she give a hug like that kumunhu akaunza masoja kumba kwake by soo doing shooting kill some other soldiers and guardsThe return of G40 , Ava two ndivo vachagarisa               munangagwa muma ice blocks can't wait for Season 2 Coup ,the trail is g

September 06, 2023

Zimbabweans Dissapointed In Jackie Ngarande Pics Akashama Zvonzi Hazvina Kumufota Hake Nevoice Remasese

Am disappointed, hazvina kumufita izvi zvinomubvisa chiremera. Pandakamugadzika pacho haaaa (hezvo haisi hama yangu)         Voice remasese rinenge risati rabudaKty chagara chiripo here chiremera chacho chagara chisipo apooo chiremera             Anofirita zvekuti unogona kuti ndabata kablack american kaa akazobvisa hwigi nelip sitik haa unozorora🤣🤣🤣Hanzvadzi yafochu yakuyanika nyama panze kuzvibvisa chiremera🤔

September 06, 2023

Pokello Rega Kupa Vanhu Pressure Zvinonyadzisa Obatwa Nemanails Ake Kuti Arikunyepera Vana VeZimbababwe Zvaakamboita Gore ReBirkin Bag Riyaa

Pokello iwewe sei manails ako uchiri mumota paAirport ari eRed then kuhotera wakunobatidza malights ndeewhite??.Eh chete zvembinga unogona kutongoiswa manails zve2minutes wotongoabisa woiswa futi mamwe saka regai tisanyanye hunhongwa.           Hakuna mabasa saka tingaitei chimwe handiti mukudya mari dzedu muchichinja nzwara kunge nduwe.Anyway have fun rega ndipedzise machunks angu 🙄               Another substantial proof yekuti haasi kwaarikuti ari uyu akazvinzwa zvataitaura tichipembera maiguru zvikamu nyiminya she had to post old and fake life videos. Private jet yaka kwira na mai Chivhayo yakamukwenya ndobva to add to the wound isu taku commenta nice things about maiguru. Ari

September 06, 2023

CiO Jaison Muvevi Mhondi Yekuuraya Vanhu Oburitswa Mujeri Zimbabwean Law Inombozvifambisa Seiko

Just in....Multiple murder suspect, Jaison Muvevi has been declared mentally unstable to stand trial.         He has therefore been committed to a psychiatric hospitalIf they find that accused actions were significantly affected by mental illness, however, the trial could be forced to end immediately with a verdict of not guilty.             Any diagnosis of a psychiatric disorder could also be used to argue for a reduced sentence if he is convicted of murder.He will walk free from this crime .... From the hospital back to work ku ma CIO ikoko

September 06, 2023

Jackie Ngarande Oti Regai Kunyengerera Hushamwari Ida Vanokudai Vana Vevhu They Is Life Usina Shamwari

Stop complementing friends who don't compliment you, stop posting friends who don't post you, stop claiming friends who don't claim you. Lastly stop looking desperate for friendships, there is life without friends. ‼️           Chokwadi chemahara i used to be this person, anoteverera nekuda kubatanidza vasina hanya neni🤣🤣🤣ndinoreurura kusvipwa zvinorwadza pachaunga, hanzi Lindy is not my friend friend imiiiii iwe wakaperera paye😂😂😂 i had my faults too but now am glad it happened so much growth in my life and tge family that surround me now vanoda ndikure, asi kurumbidza kuti wakachena handirege hangu even tisiri ma shamwari kuona munhu anozvinakira makes me happy   &nbs

September 06, 2023

Hopewell Chin'ono Oti Zimbabwean Youth Budai Munyika Iyi 5 More Years Kudya Nhoko Dzezvironda Zanupf

Taking the exit door after the great election robbery.         Whenever I fly out, Buju Banton’s Untold Stories rings in my head as I see many young people flying out too, but unlike me they won’t be coming back.         For those who don’t know it, here is part of its lyrical content.   “Who can afford to run will run, But what about those who can't they will have to stay,Opportunity a scarce, scarce commodity,         In these times I say, When mama spend her last and send you go class, Never you ever play, It's a competitive world for low budget people, Spending a dime while earning a nickel       &n

563 564 565 566 567