Wednesday, November 27

Sis Melly Vopinzwa Busy Makatoenda Ku UK Konobata Dhodhi Nekuti Unotamburawo Iwe Hakuna Munhu Ane Mari Anoita Izvozvo Anoshanya Odzoka Tichakuudzai Chokwadi Chete

Ana Melly 😂😂makaenda kokwesha ma2zvy nekuti zvinhu zvakatopresa paRasitenibegi usarambe uchitinyaudza kuti wakaendera vana.Vane mari vana vavo vanoenda kuchando as international students not kuenda nemaCOS.

 

 

 

 

 

Wazviita mbinga nhasi urikugwesha nawo madhodhi kuchando apa hauna kana mota.Gara pasi sit down mazimhino.Truth be told. Vane Mari they don’t come on COS for children uni what what .

 

 

 

 

 

 

There are kids in the UK who have parents sponsoring them from Africa and Zim. Sis Melly should just accept that things were tight for her , otherwise if she was good , she would have stayed ikoko. 

Sis Melly , she should learn kutsiurwa , ndiye ega anoda kutsiura vanhu. She still has the mvenge mvenge bullying attitude.

  • Share: