Mbinga Harare Big Boy Oita Accident Pa Showground Achibva Kumafaro Ndiye Sarai
“Cheso yavaHistory parizvino Mark Ngwazi ndiye arikurema”๐ True Mark aenda nechimuti,he is still great Macheso because old songs backup but pane zviri kurira zvamanje Mark ngwazi kuseri
Unonzwa munhu achiti uchafira mahara ameno kut vakafa vakabhadharwa marii.. Kufa kufaUnonzwa rimwe richiti unofira mahara aii ko kusiri kufa ndekupi nhai shuwa .inda munaN1 izvozvi kana paBoarder uverenge mota dzezvitunha zvemaZimba and most of them are young,some vanotourawa waona all this ndiMnangagwa nekamba dzake dzeZanupf ,ummm some of us shuwa pfungwa hapana .apa kuri kusimbisanwa kuti tikunde magirigamba aya .this is not a joke apa usina zvekutaura nyarara mhaniHupenyu hauna basa unogona kupomerwa mhosha ukarohwa ukafa wani zvinoda kushinga kudzitama pfuti kwaiva kuimutsa zveee hondo yacho
Madamboss Voganza Ini Ndine Dzimba 4 Ma Mansion Zvikoro Nema Business Voburitsa Humbowo
Nigerian Actress Tonto Dike Video Achikwapaidzwa Nekuda Kwecgikwereti Che Mota Changa Chave Ne 2 Years
#cosfraud #cosscam Shamiso Lizzy Ringisai (of Bttlr Limited) took £130,000 from jobseekers between the 6th of October 2023 and the 31st of December 2023 for COS papers, which were never delivered to the candidates post-interviews. Lizzy Ringisai, who is connected to the disgraced lawyer, Julian Condliffe no longer takes calls and has deactivated her phone numbers. ARE YOU ALSO A VICTIM? CONTACT ZIMEYE NOW
BUSINESSMAN Mike Chimombe has dissociated himself from Juluka, the company in the eye of a storm in a fraudulent deal over street lighting in Harare, and has refused to be placed on remand. Chimombe and his accomplice, Moses Mpofu, appeared before Harare regional magistrate Stanford Mambanje after indications that they were going to seek the recusal of the presiding officer magistrate Marewanazvo Gofa. Chimombe’s lawyer, Arshiel Mugiya, told the court that he had instructions to oppose prosecutor Anesu Chirenje’s application to place him on remand pending the finalisation of investigations. “Chimombe is opposed to being placed on remand because there’s no reasonable suspicion that he committe
Chii chikuyitika ๐ค๐ค๐ค๐ค๐คIzwai Apa Cat Family ๐๐๐๐ซImi Kaa Ketina Avekuchema Ku Bitterness Family Kwaita Hondo Nekuti Vanhu Vati Ngatinyepe Akauraya Vanhu Kokutsamwa Ndagera Musoro Ne Stress ๐ฉ ๐ณ๐ณ๐ญ๐๐Bitterness Family’s Muri Madhodhi Evanhu Dai Ndakagara Ne Cat ๐ Family Mai Tonde Tete Mildred Why Did You Panick Panyaya Ya Garry ๐ณ๐ณ๐ณ๐ณPqne Munhu Akafa And Munozviziva
Officer is a human being, I respect his job, but not this. Dai ndiri ini zvaisapera musheDay rauchabatwa ngunzi neteam iri wakavharwa mweya uchitorerwa kachimari ukaona mupurisa achivarova so uchamanya kubatsira than zvima pet comments izvi Chidawo hongu munhu uyo akasungwa akatadza eehe bt haurove futi munhu akasungwa kaa mutemo haudero enda unosunga mupurisauyo tridakuiona panapa nyaya iyoyi ndichinzwa kuti wamusunga ndosaka mapurisa achizomamiswa nevanhu anedzungu stereki police yezimbabwe sooka
This is the result of Zimbabwean secret service torture on teacher and trade unionist, Robert Chere, yesterday. He was pulled off a plane by the secret service officers yesterday afternoon along with three other activists who were also tortured. This is what the criminal cabal of Emmerson Mnangagwa does to citizens in civil society, the opposition, and the media. Zimbabweans require help! It is important for the international community and human rights organisations to closely monitor the situation in Zimbabwe and speak out against such violations. The people of Zimbabwe deserve a safe and secure environment where they can express their opinions and engage i