Wednesday, November 26

News News

October 13, 2025

Saka mvura inonaya sei pakadai Ma Zimba

Love always wins…. Brother in his mid-twenties with his girlfriend, who's like a granny to him, in her late nineties ???Haaa zvimachembere izvi manakiro azvinoita soo haaa kana menopause yacho ichiuya netsvigiri kudai saka menopause huchi         Kuchava nekugeda geda kwemeno. Jesus is LordIyo nezvaikuita akasatodaro inomurova nebluetooth chete   Isu tiri busy           kunamatira mvura kuti inaye imi busy kulaza ma ancestors acho haaaa imimikaaaSaka mvura inonaya sei pakadaiMushonga chte uyuKana matateguru achidai mvura inonaya sei?Zviri nani hazvo pane manyowaChembere mukadzi

October 13, 2025

DNC Bus Accident 40 Zimbabweans Vafa Mazita Avo

40 Zimbabweans Feared Dead in South Africa Cross-Border Bus Crashleast 40 Zimbabweans are feared dead and dozens more injured following a horrific bus crash on the N1 highway near Makhado, in South Africa’s Limpopo Province.         The bus, which was travelling from Gqeberha (formerly Port Elizabeth) to Harare, reportedly veered off the road before overturning near Ingwe Lodge, just outside Makhado, late Sunday evening.Emergency services rushed to the scene, where rescue operations were still underway by early Monday morning. Provincial Transport Department spokesperson Matome Taueatsoala confirmed the tragedy, saying the exact cause of the crash was still under investigation.     &nbs

October 13, 2025

Evangelist Debra And Tinashe Hazvina Kuzopera Mushe

Congratulations Debra na tinashe       Evangelist marriage ye 30 years yakapera pa UK vakati rega ndizvi importere Ben 10 wanguYaa regai ndimboshanda ndozoroorwa at 50 nekamu 25 year old coz ndinenge ndave rich aunty , kkkkkk money can do anything         Manakiro Anoita ma Ben 10 unozipwa bvunzai inini ndikunakwa kunoVana vemazuvano havana matyiraAizve. Is that not Apostle Debra from Uk. Nhai Mwari ende ndivo wena hiiiiii ?         Manje vana vesangano vari kuti chii? Anyway happy for you Mama. Love has no boundaryInhamo here munhu kusvika pakuroora age yamai vako, haaya... chete munhu anongoita zvaanoda ne life yake, who are we to judge... so long zvichimuitira plus chembere mukadzi but zvaka

October 13, 2025

Great hope yaita accident Ku Capetown yauraya vanhu 5 including Sisi nemunin'a

Very ? sad Gore rino rakaoma mota ye great hope yaita accident ichibva kuzimbabwe ichidzokera Ku Capetown yauraya vanhu 5 including Sisi nemunin'a . Driver apa passenger kuti         ambo driver cos anga aneta...ma driver kana maneta pliz zororai..... Driver a truster munhu asingagone Ku driverImika vanhu vachibva kurufu zvakaoma ayewa ma accidents anyanya ko kuzororaNoreen ne sister yake Martha ndivo vevamwe vashaika na       Gogo ..vamwe 2 Handisati ndavabata akundipa information Arimu hospital ..Rest in Peace ?️?️?️ Moreboys handina kuku attacker but kungochema nevanochema sezvatiri kuita pa DNC

October 13, 2025

Budiriro 2 Murume Arohwa Nema Getsi Mumuti Achitemha Ma Avocado

Harare Budiriro 2 kune murume aurawa nemagetsi mushure mekukwira mumuti achida kutema ma avhokadho,saka muti wange wakagumana netambo dzemagetsi,Zvinorwadza hama dzangu stay away from electricity ????   r

October 13, 2025

Ma China Atandaniswa Nema Villagers Hanzi Mauraya Nyika

Panic nehasha zvakabata vanhu vekwaMutoko mushure mekunge boka remaChina ratorwa richipomerwa mhosva yekuuraya munhu uye kuedza kufushira mutumbi kuti zviitwe sekunge hapana chakaitika. MaChina aya anonzi anga achishanda paminda yekuchera zvinhu zvemumapani, apo munhu akafa mushure mekunetsana navo pamusoro pemari kana basa. Panzvimbo pekuzivisa mapurisa, vanonzi vakaedza kuviga humbowo nekufushira mutumbi zvichibva zvatsamwisa villagers. Vakadzi nevarume vemunharaunda vakabatana vachitsamwa ndokutanga kuvatsvaga, vachishandisa marambi nemarungudunhu kusvika vapinda munzvimbo yavange vakavanda. MaChina aya vakatandaniswa zvine chisimba, vamwe vachipona nemhanya asi vamwe vakasungwa nemapurisa akazosvika panguva yekupedzisira kudzivirira kuti nyaya iyi isazotora chimiro chehondo. Van

October 12, 2025

Tragedy in Budiriro 2, Harare: A man has after being electrocuted while attempting to cut down a tree

Tragedy in Budiriro 2, Harare: A man has died after being electrocuted while attempting to cut down a tree. The tree was reportedly in contact with live electricity cables, leading to his death at the scene.Very sad . But miti inopindana me tambo dzemagetsi zvinogara zvakakurudzirwa kuti tisiire be ZESA basa racho       Zesa yacho is not doing anything about these trees, residents end up cutting down coz unenge uchitya           kupisirwa imba, i blame gvt on this oneVakomna handei kana kurikufq handei tinofa hapana kusiri kufa apa mhani handei ñekuti isusu hatichada munhu uyu isaiwo mumwe not mnngagwa wenyu uyu mbavha iyi hatichada isu arikubata vanhu kumeso      

October 12, 2025

Temba Mliswa Opposing Geza And Vp Chiwenga 17 October March

Zimfamous Breaking News :In a series of tweets, former Member of Parliament Temba Mliswa has reacted strongly to opposition calls for a "Million March", warning that such actions could lead to treason charges for organizers and mobilizers.       Mliswa emphasized the necessity of ZRP clearance for public gatherings, citing the danger of confrontations between protesters and security forces.         Matyire anoita team iri ma demonstrations ndofunga ndiwo angatoite zvifambe ma demo iwayo... Hindava kutya so..?Zvino tuzopinda mustreet muchatiuraya tirimo

October 12, 2025

Seh Calaz spotted Kadoma Festival Begging For 10 Minutes

Seh Calaz spotted in the crowd, just vibing and enjoying the energy in Kadoma ✌️??? The ghetto youth king keeping it real!         ???? 10 minutes dzaari kuda kukumbira dai atombonwa hake mapiritsi ake pa 10 minutes idzodzoAenda kunoona ma Goat achiimba kwete noise dzanoita dziya?shoko rinoti uchazviona asi haungazvidye          Richinyanya kujairira vanhu vakuru haupanhuwe hakusi kumatapiThis guy pakafa umwe wake hazvina kuzombomira mushe....dance rake raisimba vachirwa kana kusupportana na sauro...haasi mudiki uyu bt his creativity came simultaneously neyachibaba....inini i respect him he ma 2013-2022 ivenekunakirwa kukuru..kana kunwa kwangu mazambula ndopandaiva pa peak...izvezvi haa     &n

October 12, 2025

Uyu Wamunoti Hatiperi Anyadziswa

JUST IN >>>>> Advocate Fadzayi Mahere exchanges words with fashion designer Hatiperi over musician Jah Prayzah.         Advocate Fadzayi Mahere vanoti havazive nezve munhu anonzi Hatiperi ?Uyu wamunoti hatipere ndewekumama           After that frivolous and vexatious, vazombopindura here baba Hatiperi or vabva vangopera ????

45 46 47 48 49