Monday, February 03

News News

April 30, 2023

Mike Chimombe Zanupf Anodya Bota Rasisi Nemunin'ina Blood Sister Ndezvekuromba Izvi Anyway Kunaka Kwemurume Kurimuhomwe

Zanupf Mike Chimombe AAG kukwira mablood sisters question would you accept barika with your sister .

April 30, 2023

Poptain Akatorerwa Anita Jackson Wake Shame But Anita From Cruger Hanzi Anorova Varume Saka Akamuramba

Anita Jackson and the new boyfriend but vakafitana havo poptain music akatotorerwa babeAnita Jackson wake nhai Shane hake.

April 30, 2023

Maitt Bhadharai Zvikwereti Hatineti Kutaura Hapana Ngarava Yaunovaka Nemisodzi Yevanhu Varikuda Mari Dzavo Thief

Maitt ichadhirika ngavara yacho nemisodzi yevanhu wavakabiira kuita kuparara .handirangarire Noah achivaka nezvikwereti nekubiira vanhu.

April 30, 2023

Mudhara Wepa Tinter X Chikomba Chafungai Mutisi Madam Boss Sister Moves Fast like WiFi The difference Is The Same Namaitt

Mudhara murungu wafungai Mutisi waakanhonga pa Tinter dating site anovachinjanisa vakadzi sema underwear. 

April 29, 2023

Mabrijo WaTawaz Showing Off Kissing Her Oga Boyfriend Oti Varume Veku Zimbabwe Havanake Vanetudora And Vanodya Masweets Ndoda Blambi SeyeUyu

Mabrijo Bridget Paneshe Tawaz X Girlfriend Oti Varume Vekuzimbabwe hamunake pabonde munonyanya kundya masweets honai mu nigerian wangu anonaka kusvika kugotsi patike yelula lulaa.

April 29, 2023

Mai Mazowe Senzeni Wawatumwa Nani Kuitira Maitt Konde Konde Hanzi Zvawakananzva Shure Yangu Wakawanei Chembere Inoda Fame

Mai Mazowe Vonzi namaitt Senzeni wawatumwa nani iwe kundiitira kindergarten kindergarten. CHEMBERE inoda fame iyi .hanzi zvawakanhanzva sure yangu wawanei .

April 29, 2023

Ketina Ogwedurirwa Chibage Chakaora Namaititi Hanzi Handisati Ndambouya Kumba Kwako And Waindinyadzisa Pavanhu Ndiwe Waindinyerera Shamwari Yangu Wadya Here

Ketina Hanzi handina kubvira ndatsika kumba kwakondiwe wait online nyengerera ende waindimakisa pavanhu kundishaisa madhiri.zveshamwati yangu wadya here muchazvirega.

April 29, 2023

Cousin Rose Rasta Auya Konobvisa Nyere Kwamuri Kupusa Here Or Chiiko He Doesn't Even Respect Mukadzi Arikumba

Zvakaoma ndinonzwira tsitsi mukadzi warasta hanzi mukadzi ndewa Mwari Ana Rose iwe Rose kupusa here arikuda kungobvisa nyere newe chiiko.Antwa Shadaya about women haanyepe hake

April 29, 2023

Ketina Takunyarira Kusiya Dzimba Dzehama Dzako Kuno squater Kwamaitt Maitt Is Pushing You Mamatryer To Avoid Drama Zvenyu

But incase if ketty respond ww don't blame here shamwari yangu anorutsa kutaura .Takunyarira Ketty Kuenda Ku Africa kono Squater wanga usina hana here kuzoenda kwamaitt. 

April 29, 2023

Maitt Tells Ketina Tatatamba Tese Zvekuudzana Masecret Riini Hapana Zvakawanda Zvangu Zvaunoziva Kana Unazvoka Chingotaura Handina Shamwari Ini And Handikunyengereri

Maitt tell ketina hee ndoziva zvakawanda ndine ma secrets amaittkeep pushing me ndotaura .kochingotauraka zvaunoziva zvacho nhai asi urikufunga ndouya ndokunyengerera dai wanyarara.forget

273 274 275 276 277