Thursday, July 10

News News

June 15, 2025

Bright Matavi Mpofu Kubata Mwana 13 Yrs

. Please share it🙏 | Ndirikutsvagawo mukomana ari papicture uyo anonzi Bright Matavi Mpofu (around 24 years old). Mukomana uyu aishanda pamba pasekuru nagogo kuZvishavane. Saka mwana wangu musikana we13 years ndopaaigara ipapo. We discovered kut she was rap€d nyaya ikaenda kupolice so hapana aiziva kt culprit ndiyani iyewo mwana aisa taura. Tichiri mukufambira nyaya dzacho mukomana uyu akamuka akatiza zvese nemwana. Saka nyaya irikupolice iye haasati awanikwa. Anonzi aí taura kuti anobva kunonzi kuRutenga bt vakamboedza kutsvaga hakuna akamuwana so pamwe aitonyepa, asi munhu aitoti anemkadzi nemwana, só um worried and mwana wangu uyu kuti tizive kt akarapwer kutozoona kt anenhumbu. Meaning to say mukomana uyu ndiye hake airara nemwana so paakanzwa zvepolice ndopaak

June 15, 2025

Gilbert Nyati Anotora Kiki Kubva Kumusha

Magona torai mwana amuoni terrie namartin vanogara nevana vavo   Vanhu vanokuchengeterai mwana excellent Kiki anogara akapenyereraGiri kaa hausiwe Baba vakiki hatikuzive DDy vake vakagerwa zvakafanana nemwana wav muriseiko   Nyc but time yawasiya mukadzi ega haiiti. She needs support more than ever now. I hope you are going to back to her soon Sezvo mangobhururuka ari morning mukasvika morning haaa mamorning shoes haana basa hawo asi kana ave masikati musazokwira nawo  

June 14, 2025

Benoni South Africa Vamuuraya

SAD 💔 | Murume uyu ainzi Ruvimbo Botsanzira from Mutoko akawanikwa akafa kuBenoni, South Africa. Anga achishanda as a motorbike delivery driver. Please let's share awane hama dzake pane       amuzivaZvakaoma....anenge aine chii munhu ari ku driver mudhudhudhu😭Vandibira yes KO kuzondiuraya manje haaaaMUTOKO Man Akapondwa .. BENON         Hallo Murewa Yese dotcoms ,tiri vamwe hama dzangu tisvitsireiwo kuvanhu,Tine hama yedu iyo inonzi Ruvimbo Botsanzira yakapondwa kuno SA hama dzake hadzisi kuzivikanwa . (Pic rake Zuka ariramba pano Saka tisina kuisa pic _______________ Tinotenda nechiziviso asi kazhinji ibva matipawo number tizive kuti kana hama dzawanika dzinokubatai papi uye dzinofamba sei  

June 14, 2025

Foreign Affairs Minister Asungwa

Walter Mzembi Arrested After Return to Zimbabwe   Former Foreign Affairs Minister Walter Mzembi was arrested on Friday, just two days after meeting with President Emmerson Mnangagwa. His arrest is reportedly linked to an old warrant issued in 2018 when he failed to appear in court during his trial for criminal abuse of office.           Mzembi recently returned to Zimbabwe from Zambia, where he had been living in exile. Before that, he had spent time in Eswatini, where he was granted asylum, and later in South Africa.         Mzembi was among a group of former ministers who left the country following the November 2017 military takeover, which ended Robert Mugabe’s long rule and brought Mnangagwa

June 14, 2025

Chinomona Atisiya Sad News

Pritchard Zimondi akaponda ex girlfriend Monalisa Chinomona mumba mavo mushure mekunge atadza kugamuchira.         Watch in comments!These are are dangerous people in the world most be given life in prison..Akaponda yatova ex but why vanhu vachigara vakachengeta zvigumbu pamunhu akaita move on

June 14, 2025

ED Fires 4 Senior Military Including Rugeje from Ministerial Boards As Emergency Panic Grips State House

ED Fires 4 Senior Military Including Rugeje from Ministerial Boards As Emergency Panic Grips State HouseBEGINNING OF THE END? | The Operation to Retire Mnangagwa Quietly Underway After Petition and Shocking Military Breach Into ED OfficeEmmerson Mnangagwa as an unshakable strongman is beginning to crack — not with a dramatic explosion, but with a series of silent yet seismic tremors shaking the core of Zimbabwe’s power structure. The process to retire Mnangagwa — long whispered in backroom corridors — has now visibly begun, triggered by a formal citizens’ petition delivered on 21 May 2025, and punctuated by extraordinary events involving the very military elites who safeguard the presidency.The first real sign of the unravelling came on 9 May 2025, when whistl

June 14, 2025

Wicknell Chivayo Why

We have over 200 people mu DM including your , prophets , wanabee socialites , mbingas , & wives , vachinyora rondedzero dzekukumbira sir         Wicknell 🙆🏽‍♂️We have over 200 people mu DM including your , prophets , wanabee socialites , mbingas , & wives , vachinyora rondedzero dzekukumbira sir Wicknell 🙆🏽‍♂️

June 14, 2025

Harare famous Business Man

Mr Svova muzvinhaBhizimusi from Mhondoro Mubaira vakarova mwanasikana vavo mushure mekunge anonoka kudzoka kumba full video         Kurova munhu obuda ropa? And needs stitches? Aiwa mani that is abuse! Men should protect their family and not abuse them. Mudzinge kana zvanetsa, pray for your kids kurova kudaro hazvishande. That’s why vana vakawanda hate their parents. Iye mwana iye ye ndiye achazokuchengetai. Talk to your kidsthis is not acceptable kuponda chqikoUkaona zvasvika pakudai unenge waane time uchiverengerwa, isusu tichikura mai           vangu ndovaitokudzvanya baba pairohwa mbiti zvekuti unopinda wega muforo😂🙌(why am I laughing)because zvinobatsira iwewe kuti uite hunhu and kuti mangwana uz

June 14, 2025

CBD Harare City Council Launches Yet Another Crackdown on Vendors in CBD

HARARE – The Harare City Council has announced yet another operation to remove illegal vendors from the central business district (CBD), with the latest crackdown set to begin on Wednesday evening. As with previous operations, the initiative will be backed by the Zimbabwe Republic Police (ZRP), who have been involved in numerous unsuccessful attempts to clear the city of informal traders in the past.           Speaking during the launch of a revenue collection blitz on behalf of acting town clerk Phakamile Moyo, housing director Addmore Nhekairo confirmed that the latest campaign had been agreed upon in consultation with the Ministry of Local Government.Despite repeated efforts to rid the CBD of illegal vendors through government-backed i

June 14, 2025

Gonyeti Ofumura Jah Prayzah Ndaive Slave Rake

I WAS JAH PRAYZAH’S SEX SLAVE : DANCER GONYETI   I WAS JAH PRAYZAH’S SLAVE :GONYETI | Popular dancer, Gonyeti has tearfully opened up about how she was sxually abused by Jah Prayzah many times without protection. “I did not want this information to go public. I just got angry in a meeting last week and spilled the beans in front of other people. We were only five in the meeting and tempers flared until I reminded him about his s.ex escapades in anger. It is embarrassing to share a story of sxual abuse with the world and I thought the issue would end in the meeting. I was surprised to see a story about it in a newspaper and I feel so bad, but I don’t have anything to hide anymore,” she told The Herald. She admitted having been abused sxually withou

23 24 25 26 27