Breaking..Mutori wenhau Blessed Mhlanga anyimwa mukana wekubvisa mari yechibatiso. Ari kupomerwa mhosva yekupezvedzera mhirizhonga achinzi akapa mukana wekutaura murwi wehondo yerusungunuko VaBlessed Geza kuti vati mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vakundikana nekudaro ngavasiye basa. ( light of the compelling reasons presented by the State, Magistrate Gwatima ruled that Mhlanga’s continued detention was justified. “Accordingly, bail is denied,” he declared, bringing the intense courtroom drama to a close. This ruling is expected to generate significant public discourse, with implications for how future bail applications involving allegations of incitement and public safety risks are handledIn a closely watched legal ba
paFredda panemurume akawirwa nematombo pasi pemuGodhi akafa. Guhwa rinoti vanhu ava vaida kuita iye yavanoti Secondary Blasting then, a sudden rush was experienced in the slope whilst they were charging. Realising the danger the team attempted to escape for Safety. However mdara Stewart Chigora (deceased) vakatsvedza vakabva vawirwa nezimatombo, vachibva vakuvara musoro. Then the rest is History. MHSRIP shuwa 🕊️Always say zviri sei AChigora whenever l saw him at work.. What a loss to the organisation and to the Chigora entire family.May the Lord comfort the family during this time of grief..MHSRIP
paFredda panemurume akawirwa nematombo pasi pemuGodhi akafa. Guhwa rinoti vanhu ava vaida kuita iye yavanoti Secondary Blasting then, a sudden rush was experienced in the slope whilst they were charging. Realising the danger the team attempted to escape for Safety. However mdara Stewart Chigora (deceased) vakatsvedza vakabva vawirwa nezimatombo, vachibva vakuvara musoro. Then the rest is History. MHSRIP shuwa 🕊️Always say zviri sei AChigora whenever l saw him at work.. What a loss to the organisation and to the Chigora entire family.May the Lord comfort the family during this time of grief..MHSRIP
Ummmm zvakaoma mukadzi mukuru kuzvibvisa chimiro nekuda kufadza musanganoKo zimhomz iri richiriko?🤣🤣🤣 Mushengenene wawedzerwa ngeAkwa yaChivhayo....Ndokuti ZANU candidate,,,, mbuya yakadaro what are you educating the future generations,,, automatic they think kuti bums ndopaneyese,, Encouraging misikanzwa,, Vanoda deliverance Regai va Munagagwa varambe kubva pachigaro vanenge vachida kuona mananga akaora kkkkkkkkk Ndiro rinonzi shura mudunhu,,,, Varikuredzera mudish,,, ndavanyarira shame, Different professionalsIn Zimbabwe we should stop everything and start praying Maybe Mwari vangatinzwa 😎💚🙏Vamwe vakaenda kuhondo for 5 years. Vakadzoka nemaronda. Hap
*Police irikutevera nekutora mambhero arikuchengeterwa mudzimba nekuma Cloakroom kuMbare Mupedzamo. Police irikutevera nekutora mambhero arikuchengeterwa mudzimba nekuma Cloakroom kuMbare Mupedzamo.*
MAN BURNT TO DEATH Arron Nyamayaro MYSTERY surrounds the death of a Zengeza man who was burnt to death while in his sleep. Luke Tongesai Madzivire was alone in his bedroom when the room caught fire. Neighbours saw some burning roof sheets, rushed with buckets of water but Luke had already died. He was 68. Family members, who included Luke’s wife, Chido Mutyakanda, said she left home at around 9am to visit a friend while their daughter Linda Madzivire, 35, had gone to work. The community is in shock, grappling with the loss of a loved community member. Chido described her husband as loving and caring. “I left home to look for cassava since my husband wanted
Tired body, tired mind. Mileage yavepo sure..Zimbabwe yavachiseko chenyika pasi rose zvaro. Tiri kunanga kupi senyika kana nyika ichitungamirwa nevatana vadai kukombama musana nekurwara vasingadi kusiya basa. Kuda kufirapo pazvigaro. Hawanyari kana nyadzi chaidzo hawana.Zimbabwe is a drama, comedy chaiyo, what is this chii chakadaro nhai chinenge ngoziThis is another kind off froud, kana mumhuri chaimo munhu wakange akwegura kudai anotungamidza vacheche mberi,
THE Environmental Management Agency (EMA) has temporarily shut down Ran Mine in Bindura after traces of cyanide were found in Chipadze suburb water supply system after Thursday’s water spillage from the mine’s slime THE Environmental Management Agency (EMA) has temporarily shut down Ran Mine in Bindura after traces of cyanide were found in Chipadze suburb water supply system after Thursday’s water spillage from the mine’s slime dam. The temporary shutdown of the mine is meant to allow authorities more time to deal with the water spillage, which contaminated water in the suburb and fish at Pote River and Arcadia dams. EMA’s Provincial Environment and Publicity Officer Mr Ma
Mhandara imbori Pa car Wash 🧼 yasviba 😎Nyathi ane zodzo mukadzi akabvisa virgin ega Mota fut kubvisa ege.. Haikona zvimwe zviye zvinoti mukadzi second hand Mota second hand Iwewe ungati otora mukadzi asiri Virgin papi pacho paachatenga motor VirginHehehe Tytie anotora ma second had oga. Second hand wife and second hand cars. Nyathi ma 0milage ega plus virginFind a safe place to stay with security mhandara isazo tiziswe,usati wanyaso kuishandira basa🤭😁😂Lol so nyathi can't even drive wtf a car but stay in a hotel room maziso akaremara mazino kuora skin yemukadzi kuta kuora make it make sense
A WOMAN has taken the unusual step of approaching the courts to try and find a solution to her son’s gambling obsession, claiming that his life is being wasted by his addiction to sports betting, which has taken this country by storm. Munaki said: “He sells my property, he gets involved in debts using my name and I am the one who gets harassed when people come demanding their money. #hmetroThis is one addiction that is taken lightly in our black society but is very dangerous....people even sell houses and cars because of betting....Gambling is worst than drug addiction sorry she has to go through this especially your child. Need rehabilitation and therapy yasimba