Friday, January 31

News News

June 16, 2023

Shema TV Chimbodzikama Even Ukabatsira Vanhu Usavaite Senge Vana Vako Kuramba Wongoteverera Zvese Zvavaita Watova Murondatsimba Kune Mhuri Iyi

Shema imboitai muchimudzora yes akabatsira family iyi but nyaya yekuti zvinhu zvawakapa vanhu woramba wongoteverera kuti uwone kuti zviri kufamba sei handioni zvichiita ngachivasiya chero vakatengesa zvese nemusha imhosva yavo pake akapedza honai ziso ragogo shema achazorohwa manje nevanhu ava 

June 16, 2023

Mwana WaMmanyeruke Opumha Vaimbi Ava Winkd Macheso Killert Jahprayzer Kuti Vanobata Mishonga Zvinoshamisa Zvinotyisa

We all know kuti muzim music industry munobatwa mushonga nemuteuro and we know kuti Gaffa anesvikiro but uyo mwana wamanyeruke nganyarare hake haana kumbo bvira agona kuimba kwacho Killer T, JP, Macheso or Gaffa even if vachibata mushonga vanoimba zvinonzwika iwewe gara hako pasi nana baba moto

June 16, 2023

Zimbabwean Are Angry At Prison Officers Matadza Kupawo Celebrity Uniform Yakanaka Kumupa Dzoto Rakaunyana Rakapfekwa Nevanhu 100

Matadza kupawo celebrity redu uniform yakanaka nhaimi veduwe kubva vamupa yakaunyana kudero apo inenge yakambopfekwa zvayo

June 16, 2023

Olinda Anopenga Munhu Akada Kusungisa Maitt Kakawanda Wakuda Kunyepedzera Kunzwa Tsitsi Iwe Uchasungwawo Soon

Says munhu akazama kusungisa Kiti kakatowanda 🙄Zimbuya ropenga chete iri, we all know kuti mumoyo make mune ziparty chairo she is celebrating zvekudaro uyu 🤞Munhu asingatani kudaidzira vamwe mapurisa ndiye akuda kunyebera kurwadziwa. OC we all know kuti you are enjoying this. Please stop with the drama already!🙄

June 16, 2023

Zodwa And Nomathemba Nyaya Yekuda Kuburitsa Maitt The Whole Country Toita Noise Job Sikhala Makamboda Kumubatsira

Zozo nanomathemba nyaya yatiri kuhwa neguhwa kana iri yechokwadi toburana chete job sikhala ari kujeri makambotaura nezvake ndimi motunhidza chikiti imi garai pasi achingobuda kujere anobva atanga kunhanzvira karomo achitaura nyobvo munhu ripa mhosva dzako variko kujere havasi vanhuTruth is havambofi vaka raiser mari owed by Chikiti, it is way too much, chero vakadii.How much will each mbinga have to contribute, coz they can't pay some & leave some.They have to settle all debts to set Mai Titi completely free1​​​​​​​  

June 16, 2023

Hu Stubborn Ndohwanyudza Maitt Even Mucoart Haana Kusimuka Vanhu Vese Pavakasimmuka Aitorafura Judge Zvake Pride

Mai TT didn’t rise when everyone was asked to stand up as the magistrate was leaving.The magistrate also noted that Mai TT’s conduct was dishonest and showed lack of remorse, which warranted a custodial sentence.Hustubborn ihwohwo ndohwamunyudza but haadi kuhusiya. So disrespectful Mai iyi 🙄Anoda kutonga pese pese anofunga kuti courtroom IFB page rage.

June 16, 2023

Any Page Riri Ku Collector Mari For Maitt Ketty Said We Must Report Munobirwa Mari

Ketty oti Zvanzi musabirwe mari dzenyu so any page ririku collecter mari for kamuchacha we bitterness family we report the page for fraud!

June 16, 2023

Maitt From Chikubhi Voti Jeri Rakagadzirirwa Vanhu Cat Got 9 Lives And Ndinamatireiwo Nemhuri Yangu Let's Stay Positive

I went to see Fely this morning she is fine and very positive she gave me a message below:   From Mai tt.   Thank you so much my fans for your unwavering support I really appreciate you my Cat Family.I promise to be strong for each and everyone of you guys.Lets cry nomore for the battle is not for us but for the Lord.Please stop worrying,stressing and crying because it will affect me and I won't stop hurting tooIt was the will of God for me to be in prison at this time so let's weep nomore and be still.   For my sake let us be positive and just remember kuti jeri rakagadzirirwa vanhu i will come back stronger.May you continue to pray for me,my girls and my family.Our business platform is still up and running, please continue to support Mai Ts Diarie

June 15, 2023

Maitt Is Sentenced 12 Months Vari Muchikubhi Ana Go Mura Mazozorora Kaa Pidigori Waenda In Kettina Voice

Mai TT sentenced to 12 months imprisonment, 6 months are suspended on condition that she doesn’t commit a similar offense.   For defaulting on 105 hours community service 8 years ago, she will also serve three months in prison.  

June 15, 2023

Maitt Mhosva Hairove Magistrate Vagona Ava Ndokuziva Basa Ka Uku Verengai Zvizere Zvese Zvaitika MuCourt Nhasi

Magistrate Chibanda has called Mai Tt to the stand for clarification and Confirm whether she knew that she was convicted on 21 October 2015 and was aware of being ordered to perform community service or not.MAI TT SENTENCING Magistrate Munashe Chibanda is now dealing with the warrant of arrest that was issued against Murata for defaulting community service.   Lawyer Masango: The warrant of arrest was never brought to her attention. She wasn’t aware that there was a warrant of arrest against her. What I noted from the record was that there was a movement from the initial order to perform community service and Glen View Poly Clinic to   Budiriro. She had raised issues that she was being abused at Glen View Poly Clinic and was changed to Budiriro office. There&r

232 233 234 235 236