Monday, January 20

News News

November 04, 2023

Mashura Mhondi Dzekuuraya Panashe Muna Samora Harare Dzotadza Kusungwa Nekuti Ma Youth Ezanupf Izvi Zvaita Mhuri Iti Tichafamba Ngozi Vachaiwana

Mashura Mhondi Dzekuuraya Panashe Muna Samora Harare Dzotadza Kusungwa Nekuti Ma Youth Ezanupf Izvi Zvaita Mhuri Iti Tichafamba Ngozi Vachaiwana             Haa Mota dze Police government ngaitewo serious akoma....even box rezvitunha mukoreuno kwakushandiswa ma body bag nedzimwe nyika....May the souls of those who died rest in peace....the perpetrators must face a big jail termParamedics or police should clean and spray required chemicals         Panashe wekuuraiwa nebhodhoro muna Samora Muharare Vorondedzera Mafire Aaita🥺🥺😭😭🥹🥹Zvinotyisa Kongozi           they will never be arrested becoz they are zanu youths and they are known by police. &nb

November 04, 2023

Gideon Gono RBZ Munamatireiwo Hazvina kumira Mushe Haadikunzwa Zvakanaka

Mbinga yakasheka🤦yaive irimbada yakazodzoka yave katsi sheka yakasheka yakasheka🤣🤣🤣🤣🤣mbinga yakasheka kusvika pakurarira maputi🎼🎵🎶🎶🎼🎼🔊         Munozovanyanyira ama2k pane asingazive Gideon Gono here😂😂😂😂😂Chero akabhuroka seyi haazosvika palevel rekufamba nengoro yemadhongiBaba vaive crush yangu ava            Ndaiita kuvanzwira tsvigiri but now zvavave soo           Ama 2000 Garai pasi hamuvazive munoziva Panganai chete

November 04, 2023

Ashford Mvenge Mvenge Otukwa Na X Wake Kuenda Ku America Kachembere Nekuda Kwenungo Kusada Kushanda

Saka Iwe Ashford wakasiya tsvarakadenga kuenda kumbuya yako nenungo dzekushanda .vane COS ipai mwana uyo pane kuswero garisana nemurume ajaira kuchengetwa nechembere yake.           zvekuchata apana asingazive kuti Ashford akamakidzwa Nama Gogo kuchata asingade           Chembere mukadzi hazvienzani nekurara mugota , gogo ivavo ndiye mukadzi waAshford ndiye waakada , next time mudzidzise tsvarakadenga dzenyu kuti dzisazvarire varume vevanhu.

November 04, 2023

LazyT Chapo Muimbi Ofumura Jahprayzer Akasura Pane Vanhu Winky D Akabata Mhino Zvakatyamadza Vakawanda

He is very stupid Razaro iyeyu and wataura chokwadi. Ane dzungu even achiri kwaSadza aingodhomoka kudai achingomisa chirebvu nezvindebvu ungati chigotora chaswera chichinanzva pusi kumafuro .           And ibharanzi zvekurevesa. MxmPane zvimwe zvisangade kuitwa nemunhu ane influence kumayouth.Ehe he is not so popular but respecting fellow artists zvakangokosha..             Ipapa kubva zvawaenda England ukuita kunge munhu aishaya data kuzim.Dzungu racho rakuwedzera.Hapasi pese paunofanira kuisa mhino yako iyo inenge gwinya ragarirwa naVanChoga.

November 04, 2023

Loveness Samaz Oti Ane Chiweti Chamai Banda Vachikwirwa Nechikomba Vakatosiiwa Nemurume Mashura Chaiwoo And Zvinonyadzisa

Texas hoyoo Samaz Oti Ndine Be..che Ramai Banda Vachitundirana Nechikomba Chavo Mai Ava Varikundipusha Ngavandisungise Pashata 🙄🙄🤪🤪🤪🤣🤣🤣           Mai Banda vanenge sugarmama apa vanocontroller murume. Ndofunga murume akadyiswa ropa rekumwedziAvawo Ava pretend to b seriously in love 🙄🙄,vane kamwe kaku actor soo,           Mai Banda kuzhangandira....I think vanhu vanocelebrater downfall yevamwe mofanirwa kuita background check iri serious kumadzinza kwamakaberekwa kuti hamuroye here, kune vairoya vakasiya mashave acho saka pamwe anokushandisai musingazive, or munotoroya zvenyu zvekutadza,kuzvihwandisa

November 04, 2023

Kusungwa Hakusekanwe Cat Family Wauseka Maitt And Na Party Esviro Ese Ana Ketina Anoita Mhirizhonga

Why? Ma S£X party avo ese achizongoita gone wrong Gore riye pana sabina mai mandela pakazoita bongozozo futi          Nyatsorongai masviro party aya zvakanaka Zim Big Brother Sister 777 gore riye na mandla         Ana mafikizolo vepa Facebook havaxvizive kuti it's not the first time kuita masekisi party ava       Ana mazikizolo vanga vasati vane maphone or Facebook acc   cat Family Jeri harisekamwe kusungwa hakusekamwe ketty wasungwa waitaurisa fani pamusoro pafeli zvingaka zvaenda zvisati zvavatwa 😜😜😜😂😂😂

November 04, 2023

Ketina And Mandla Anga Abva America Konoita 3 Samu Ku UK Vasungwa Vasina Kana Hembe Vanemanduwe Chete

Ko police ino shungurudzire Mandla na Ketty,apa vanga vasati vadya bota😭           It's very sad to visit a country and then you get arrested because you being unreasonable.             The Manager had offered them a fair deal, but Makandiwa haasi Mwari.

November 04, 2023

Loveness Samaz Onyararidzwa Sechana Kusaizwa Na Ketina Palive Izvi Zvamubhowa Opindura Padzinotungana Dzemudanga

Hanzi musandifonera sisi Samas🤣🤣🤣Stop calling me samaz you are my friend stop it         Ketina Onyadzisa Samaz Pazere Vanhu Izvi Zvisina Kuzopera Mushe Iye Oreply     

November 04, 2023

Doreen Achirakidza Brongoo Palive Izvi Zvisina Kuzopera Mushe Musouth Africa

Doreen you are in a foreign land…murume wako akadzingiswa basa zvichikonzerwa newe nekusadzikama ikozvino unoenda pama Live uchinwa bronco maSouthAfricans             vanotanga kuti mukutiurayira vana nema drugs worse video rako rikasvika kuTwitter (X) sorry rutatuAsi hamuzive kuti brongo rinotengeswa muphamarcy? Ko kana aine doctor's prescription achingoda kubhowa?             BRONGO MUSHONGA WECHIKOSORO UNOTENGESWA ZVIRI PAMUTEMO             Bronco unotenga wega kuno kuPhamarcy,asi haubvumirwe kudarika 2 chete mungvhundukq sekuti hamuzive bronco mushonga weflue seyi,rakazongoipa kana vakuritengesa semadrugs uye vachitengesera

November 04, 2023

Vimbai Garry Mapanzure Shirikadzi Achiimba Achichema Depression Ndinonyaradzwa NeMusic Zvarwadza Vakawanda

Depression hamusi kuiziva imi unogona kupengera muWorship zvakaoma kufirwa nemururume uri mwanana nenzira iyoyo #talking_from_own_experience           She needs continuous check up. Her type of grieving is very dangerous. Those who take time for things to sink grief the longest and most of them never heal. I feel for her.           Hope she get more family and friends support. May God be with her.

158 159 160 161 162