Wednesday, September 17

News News

April 21, 2025

Matamba Mukuru We ZRP Zanupf Otaura Izvezvi 22 And 23

A statement from the Public Service Commission has advised workers to disregard calls for a stay-away organized by Cde Blessed Geza, scheduled for the 22nd and 23rd of April 2025.              The Commission has directed Accounting Officers to ensure that all employees sign attendance registers for their respective Ministries, Departments, or Agencies.

April 21, 2025

Chivhu Hospital Yauraisa Mukomana

Rest In Peace Sele. Asthma Robbed US. Akapinda mu attack ariku Chivhu Unfortunately Chivhu Hospital Couldn't Save His Life Because Hapana Nebuliser. Vanhu Vekubasa Kwake Ku Muvonde Hospital Pavakaenda Ne Ambulance Kuti Vamutore Vamurapire Pabasa Pake           Vakawana Chave Chando. Ndarwadziwa Kusvika Pabonzo 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭         Munhu Deploying officer for what to stop a peaceful demonstration, mapurisa acho anotobuda ndovasina kutokwana because all this that's happening is for the good of the nation

April 21, 2025

Wicknel Chivhayo Chatsva Atizisa Vana Vake Vese Vatenga Kenyan Citizens and Passports

Wicknell Chivayo Rushes To Buy Kenyan Passports For Entire Family Adopting Fake Names👇nation’s most controversial tenderpreneur Wicknell Chivayo has rushed to buy Kenyan passports for his entire family.     At a time when Zimbabwean anti corruption activist Blessed Geza has called for his arrest over a series of corruption allegations that begin with his multi million dollar 2015 electric supply tender, Chivayo might have found refuge in KenyaKenya is also where the fraud convict Chivayo has been spotted engaging in casual meetings with its President William Ruto.         There is currently a USD1 Million bounty-reward for Chivayo’s capture, dead or alive.   He is a member of an election rigging network t

April 21, 2025

Concilia shoriwa Auraiwa Ku Pretoria Murume Aive Naye Mubhawa Neshamwari Yake Votaura Votipa Humbowo

Concilia shoriwa anobva kwaRimai kwachecheche Auraiwa Mubhawa Zvinotyisa Achichema Achichekwaa Chekwa Nemabhodhoro Joni Inotyisa Vaona Ipai Vamwe😭😭😭👇👇 Zvizere       We want justice for her. Zvekuti hure zvabve pari. Just because she is a woman does not give anyone right to kill her. Vamwe ndimi maive pamberi demanding justice for that male         Zimbabwean who was run over by a Ugandan man in South Africa. What happened to that same demand for this woman. We demand Justice for herZvazonyanya izvi veduwee vanhu vachiri kufunga wekutsikwa tsikwa nemota nhasi ava wekuchekwa chekwa nhai Mwari 😭😭😭😭😭😭Hure ihure rinofaira kufira muchihure finish Mwari wa

April 21, 2025

Zimbabwe Woye Chatsvuka Chikakwata Mapurisa ZRP Voda Kutyisa Vanhu Geza Signal

Responding to a call by war veteran Blessed Geza for Zimbabweans to stay away from work indefinitely to force President Enmerson Mnangagwa’s exit, police say they will be out in force to ensure people are “free to engage in all socioeconomic activities without fear or harassment”         ZimLiveDeploying officer for what to stop a peaceful demonstration, mapurisa acho anotobuda ndovasina kutokwana because all this that's         happening is for the good of the nationKumukira kuenda kubasa daily rugare and it means zvese bho nyika irikuda kusunungurwa let's help Geza with this that madala is trying evn more than Pastor

April 20, 2025

Terrence Gibbon Rupiya Atiza Asiya Auraya Shamwari Yake Kukuwadzana

Sad news   A sad incident happened in kuwadzana 7. A 40 year old man (Morlan Kumire) was stabbed with a knife today 17/04/25, A guy named Terrence Gibbon Rupiya (42) year old stabbed Morlan in broad daylight around past 3pm after a small misunderstanding between the 2.,,it is been said the previous night the 2 went together with the 3rd guy at kuwadzana 6 beer hall,, the 3rd guy was the one who was buying them beer,, As time was gone that night Morlan went home with the 3rd guy and Gibbon was         left at the beer hall because he didnt show interest of going home, the next morning Morlan visited Gibbon's home as usual but was welcomed with a cold shoulder, Gibbon was angry and jealousy asking "why did you abandon me yesterday with t

April 20, 2025

Kwsita Nyaya Hombe Ya Pattricia Jackie Nemurume Wemunhu Waanoti Sisi Pano Pa Facebook

Pattricia unozviita mupeti wematsotsi nhasi ndauya kuzokuyeuchidza kuti pano nekuti wakandiblocka kwese kuti murume weshamwari yako wauri kudanana naye mukadzi wacho akuzviziva ende ukurongerwa denda munopota muchitorana nemurume iyeye muchinoonerana kulodge hanty ndiye akakubvisa shabani akati huya harare padhuze siya hako murume iyeye tirikukucheka masare this time         uchaudza vamwe kabiyasi wemunhu chii chinofadza kuparadza imba yeumwe maiguru mai dzabu tambirayi kure nedzviti iri haakudeyi kana pattricia face inenge bechair futseki mhani iweIni       rakambonyorera baba vekwangu kuno kufb richida kuvakwezva ndikati sis hooo mirai zvenyu pano panoti ini ndikarituka hure hozana iri rinotenderera richinyenga varume pano hu

April 20, 2025

Sister Ya Tytie Yotaura Zve Kwa Chihoro Kwavakasimudzira Nyathi Mhepo

Sister ya tytie wadini wangonyara  Vanhu vanoshereketa, vasingabvi mudzi n’anga vanotyisa unopfuudzwa ukasiya vana dzave nherera          Look now Nyathi kubva pangangobva ana tytie kunosimbisa mishonga yavo, Nyathi akabva zvinhu zvangotanga kudhakwa ne page racho hasisitorina         Akatsvairwa ne mitsvairo yakabviwa navo kwa achihoro  Tete Emie Masibanda please yes zvinorwadza but family member ikatanga zveurombwa umm anenge akutyisa

April 20, 2025

Sister Ya Tytie Yotipa Humbowo Pashata

Nekurura kunoita mbavha Muno muCappa ugorara pasi peBridge nemari nefoni nemabheke ako ugomuka uinazvo   Imika ityai Mwari😭Sorry I'm not responding kuWhatsapp Ko munodirei kuuya kuWhatsapp,zvakaitika nezuro zvakatoitika ................Kana ndikafa siyai zvenyu vana vangu LEA NALEO vaite mastreetkids, ndinovabvumbamira ndiri kwandiri ikoko           Papi pacho pamuchazovada ini muchimbondiita soooWas this not on your birthday, yes ndaisave nemari aisi ndaizamawo,Ndokusiyana kwehupenyu, I don't afford kutenga IPhone, but ndakakwanisawo kukukwidza bhazi kubva kwaSadza         Ehe ndinoshandira vanhu iwe unozvishandisa as long tese tichiraramaSaka mukureva here kuti paati ndakarara pasi

April 20, 2025

Sama Festival UK Bemigham Kwavhurwa Huru

SAMA Festival UK was on fire. Zvanzi bata, chimwana ichoo...Vanhu vanenge vatone hama...like ana sekuru nana         bamnn ...bamkuru seni...bcz ende futi .... anyway as long as she is happy🙌🙌Regai Ngwere akazvivharira mu toilet ku Harare airport  Whose daughter is this ?         Baba ve benzi havana rufaroKunenge kwakunzi kwaive neZiteteguru renyu raitamba risina kupfeka ndiwo mweya wagara pamwana uyuNdizvo zvakarambwa naSilent Killer izvozvo kuenda kunoona zvakadaiVakadzi muri kutinyadzisa chii chakadaro ndiko kufara kwacho hereKune hama here dzakashara kumusha

139 140 141 142 143