Monday, February 03

News News

April 23, 2023

Mudiwa Hood Chido Chako Tachiona Ipa Mesi Paradzai Basa Kushop Kwako Grocery Rinopera In 2days Anenge Akuba Futi Zvimwe Zvoda Kufunga

Mudiwa Hood vakuru vakati if you give a man a fish 🐟 you feed him for a day  if you teach a man to fish 🐟 you Fred him for a lifetime πŸ˜‰.  Saka zvawaita waronga dondo zvako mesi Paradzai Mesi anodzoka futi konoba in 2 days zvapera izvii

April 23, 2023

Our 45 Year Old Teenager Stunner Obata Vana Magaro Achakura Riiniko Dzuva Bvumawo Wakura

Stunner Dziva Desmond Chideme bvumawo wakura our 45 year old teenager achibata zvake magaro emwana kubhawa. The Legend 

April 23, 2023

The Selfish Couple Ine Makore Ekubhora Mambo Dhuterere And Wife Kutadza Kubatsirawo Mesi Paradzai Asi Munoimba Gospel Mweya Ndisesekedze Zvakuda Imi Messiah

Kune vanhu vari selfish Mambo dhuterere and wife ndimi munoimba gospel kutadza kubatsirawo Mesi Paradzai .

April 23, 2023

Vanhu Voti Mai Sauti Mai Vana Mhosva TV Vakasekwa Nedenga Vana Vose Dzavengochani Kupera Kupfeka Madress Vanhu Rume

Vanhu voti mai Saudi mai vana Mhosva TV vakasekwa nedenga vana vavo vakomana vese majaha vopera kupfeka marokwe .

April 23, 2023

Mhosva Na Handsome Gudo Mukadzi Nemurume Kwasara Kuchata Mukosho Wadhambiswa Wakufamba Uchisura Sura Road Yese

Mukadzi Nemurume June akapera kwasara kuchata mhosva mukosho wadhambiswa na handsome Gudo .

April 22, 2023

Lorain Guyo Makore Ake Anoverengwa Ne Reverse 23Years Kachembere Ikaka Mupeyi Makore Ake Chaiwo Not Ekubhora Saka PaPic Iro Aive Ne 5years

Lorain Guyo sis vanozivikanwa nemakore ekubhora vapei makore avo chaiyo because kuti ndewa 2000 that's a lie   23years old makore acho anoverengwa achirova kumashure saka panic iro alive ne 4 years zveee.

April 22, 2023

Ngochani Sviden Family Yoti Maitt We Are With You Potential Dhakaboy Sviden Akanda Cv Akuto Replacer Ketty Already Kkkkkkk

Kamuchacha  iro Dhakaboy iro potential Dhakaboy svideni arikukanda cv  akuto replacer Ketty.He said Maitt Diaries we are with you as cat Family we kno that you are working so hard to cover all debt.

April 22, 2023

Chero Mukati Madamboss Inyoka Anoruma Muvhu Ndokugona Ikoko That's why Many Companies Endorse Her Avo Hakuna Anovada

Chero mukati Tyra anorumira muvhu but ndiko kutingwara ikokohauone achinyora zvisinei naye. Mukadzi wamhofu akangwara wakanyanya

April 22, 2023

Madhaka Boy Amaitt Manyowani Mai Maketeni Atori Busy Kukuseka Uchitukwa Na Doreen Vanhu Ava Havakude Vanotida Zvavo Kutsvaga Mafollowers Newee

Felistas Murata maitt ukumuona Dhaka boy wako munhowanianga ari busy kulive YaDoreen nexuro achiisa hake ma Laughing πŸ˜ƒ πŸ˜€ πŸ˜„ emoji aitonakirwq uchitukwa.Rega nhasi uti zvemashamwari bodo.

277 278 279 280 281