Anemari yaaifanira kunge ichibuda saka vanhu vakafunga kuti yaita ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Vachibva Vapisirira Cyril Musendo Mumba hope its S,A ndokune vanhu vanetsika yekupisa vanhu,,,,,RIP :very sad nefiro akadai musouthafrica dzangova nharo asi havachatida @~wittym~:Was at Kwenda High School with him, Cyril Musendo. Shame man, May his soul rest in peace. @MAPHOSA â¤ï¸ðŸ’•:Same thing happened to my uncle in KTC Philip. Vabva kupiwa mari ye round 🥹 @rufaro103:imbwa idzodzo dziberekesei munhu uyu kusvikira pamakore avakatarirwa namwari
Ndaona video revana vemuno vakomana they are around 10 vese vachirara nemusikana one vachiita kuchinjana ndabatikana zvikuru. Vese ava even musikana she around 10 years. Vabereki we have to pray and monitor our children the Devil is at hand. It's time yekuti zvirinani kuti unzi you are too strict. Moyo wangu warwadziwa I am shacking nowThe last part of it is bad if the police can be involved that can be ra...pe
Gilbert Nyati Akupenga Nenyadzi Mutorerei Phone Haaa Nyathi to be honest makubhaiza manje you weren’t suppose kuposter that video mwana achitaura zvakadaro hazvisi funny veduwe we put the blame on you mwana ari innocent ndimi matomukanganisira mamuposter achitaura zvakadaroIwo mashoko acho aanga achitaura ekuti “putseke mahure” haangoite kumwana veduwe anorema vanhu vanosara vobvunza kut amanzwepi apa you know pane nyaya ikupisa zvinobva zvaita add up hamusi kuona hre haa musadaro…. Musadaro ndokudai zvekut and zvinondirwadza kuzoona muchisekwa nekuwanzirwa muma streets umu but pamwe pacho munobhaiza zvanga zviri necessary hre kuposter zvakadaro amana. A mature parent can never post such a disturbing video its so sad kuona mwana
Nyati Nenyadzi dzekuhurira mukadzi akungoita zvese zvese kuvhara nyaya. Akuda kuendesa mukadzi nemwana ane 3 weeks ku Vacation ku Tanzania. Mwana nemukadzi vanotoda nguva to rest before vafamba rwendo rwakadai. Nyati ndatikwanire .
Hello good people ndikutsvagawo musikana uyu anonzi Nichole andizive paanogara musikana uyu akakwereta Mari then she disappeared from nowhere Kuyedza kumuisira mamessaege ahapindure apa haasaty adzosa Mari yese yaakakwereta so kune vanoziva paanogara mudelft ndokumbirawo rubatsiro rwenyu hama wee Anenge andiratidza paanogara ndine mubairo we500 Munondibata pan panumber dzinoti 27638749897
Nyathi is a Narcissist person so Joy anongofira mukati but achapepuka hkePane chirikudya mwana uyu Moyo zvotonzwisa tsitsi hatichazive kuti kusekwa here kwaarikuitwa kuti akashata nevanhu or chihuree chemurume chamushungurudza weduwe.kana pane zvikukudya Moyo Joy taura unobatwa BP Uri mwana Mwana akahurigwa uyo nyati idununu arume vese vanohura iwe nyati unosvika pakuzobatwa seiShuwa ini ndoona sekuti zve social media azvisi zvake ini she can't take the bulling
!As ZPCS we mourn as colleagues and CDEs in arms together with relatives and friends. Be ye comforted by the Holy Spirit of God.. MHSRIPRip tindo aive ne shape ya Mai JeremayaWarwadzisa hako Tindo zorora murugare tichasangana ikoko kusina nhamo dze nyikaUku ndokursaikirwa not kurasiswa
🔥 Pfooo, Seke Dema kune madzibaba vakaenda kunorara kumasowe husiku, mombe yakachema mudanga mombe idzi dzaive mbiri. Pamusha paive namai nemwanasikana vakamuka kutarisa mombe vakaona kwasara one ndobva vatevera kumasowe vakaudza baba , baba vakaudzawo vamwe pamasowe vakabatana nanamadzibaba vepamasowe kutevera matsimba emombe netsoka mbiri dzaitunha mombe vakatevera kubva masabhuku Majaya vakafamba zvemakiromita anodarika mashanu. Vakafamba kusvika vasvika pakapinda tsoka mumba vavakazowana mune nyama munzvimbo yekwasabhuku Mubobo ,asi maive musina makumbo musoro zvemukati ne dehwe. Vakaenda kurwizi vakawana musoro nemakumbo vakashaya dehwe nezvemukati ,pamba apa panogara mbuya vane makore 91 nem
Mazenya apihwa vakadzi vanoshanda kuHarare City council hatina zera nawo. Vanhu vakadhiniwa kunze uko iwe wouya kuzongotora yo porisi yekanzuru yanetsa matorero avonoita zvinhu zvevanhu haaa zvorwadza.chinozonyanyo ndibhowa ndechekuti ndevedu vakapinzwa basa ne opposition bt moyo wavo wakuita kunge vanhu veZanu.kuno kumasendiraini vakauya vachinetsa tovakwaturaVakapota machimamiswa kudai nyika yonaka manje manje ngatiitei moyo mumwe wekumamisa vanhu vasinganzwe chete zvonakira teseUnosimbiswa kunzi rova nemunhu Ari Kumba kwake ..never take the law into your own hands ..unokuvara vava wega kuchitokisi and vaikusimbisa hapana anokuita bail out ..mucharova mnhu akafa ..vanhu vakurwara vachifamba &nb
Kadoma Murumu uyu akasvika pamusha panogara gogo na Sekuru,Akabata gogo chibharu,sekuru pavakada kurwira mukadzi wavo akabva avauraya.Akazobatwa akarara musango mushure mekunge atiza pamba pakeThis sad so we have to protect our parents the same way we protect our children, God have mercy on us 😢Zim yaakutyisa mufungeZim and SA same same