Sunday, April 20

Sister Ya Tytie Yotipa Humbowo Pashata

Nekurura kunoita mbavha Muno muCappa ugorara pasi peBridge nemari nefoni nemabheke ako ugomuka uinazvo

 

Imika ityai Mwari😭Sorry I'm not responding kuWhatsapp

Ko munodirei kuuya kuWhatsapp,zvakaitika nezuro zvakatoitika ................Kana ndikafa siyai zvenyu vana vangu LEA NALEO vaite mastreetkids, ndinovabvumbamira ndiri kwandiri ikoko

 

 

 

 

 

Papi pacho pamuchazovada ini muchimbondiita soooWas this not on your birthday, yes ndaisave nemari aisi ndaizamawo,Ndokusiyana kwehupenyu, I don't afford kutenga IPhone, but ndakakwanisawo kukukwidza bhazi kubva kwaSadza

 

 

 

 

Ehe ndinoshandira vanhu iwe unozvishandisa as long tese tichiraramaSaka mukureva here kuti paati ndakarara pasi pe bridge se ndisina hama ndipo pasimudza zvese izvi haa manga magara makazvironga henyu vanhu vaiti munoitana zino irema vanenge vairevesa makasanganawo Imi

  • Share: