Sunday, April 20

Kwsita Nyaya Hombe Ya Pattricia Jackie Nemurume Wemunhu Waanoti Sisi Pano Pa Facebook

Pattricia unozviita mupeti wematsotsi nhasi ndauya kuzokuyeuchidza kuti pano nekuti wakandiblocka kwese kuti murume weshamwari yako wauri kudanana naye mukadzi wacho akuzviziva ende ukurongerwa denda munopota muchitorana nemurume iyeye muchinoonerana kulodge hanty ndiye akakubvisa shabani akati huya harare padhuze siya hako murume iyeye tirikukucheka masare this time

 

 

 

 

uchaudza vamwe kabiyasi wemunhu chii chinofadza kuparadza imba yeumwe maiguru mai dzabu tambirayi kure nedzviti iri haakudeyi kana pattricia face inenge bechair futseki mhani iweIni

 

 

 

rakambonyorera baba vekwangu kuno kufb richida kuvakwezva ndikati sis hooo mirai zvenyu pano panoti ini ndikarituka hure hozana iri rinotenderera richinyenga varume pano hure hozana iri rakabva randi blocker musandisiye pakunoricheka masare ayo

  • Share: