Thursday, June 04

News News

August 26, 2023

This Is The Zanupf CID Who Wanted To Abduct Promise Mkwananzi Mazimba Ngatitsvagei Vanhu Ava Enemies Of Progress

Zimbabweans i trust you this guy is traceable .........lets get the identity of this guy who led the team to abduct Mkwanazi.       Zanu pf inogona kuvhurira ma convicts from prison just for date work...hazvishamise aripa life sentence kudhara munhu uyuCCC kana rirbhaibheri kaaa chinjai hunhu shuwa,you failed to cramp them kana kublockawo henyu mota dzacho then makuda kuti timutracer ,mandibhowa stereki     This is one of the country's decorated Police Detective. A very disciplined and humble man of respectable faith and father of four. He is simply doing his duty as a law enforcement officer. Stop pretending you don't know Promise Mkwananzi has unfinished business with Harare Central Police dating back to Tajamuka days. It's a crim

August 26, 2023

Promise Mkwananzi Musiyei Zanupf This Time Matsika Banana Kwane Technology Munhada Kumbunyikidza Munhu Masikati Machena Zvakapera Time Yana Itai Dzamara

Zanu pf this time matsika Banana Kwane Chinonzi Technology manga majairaka kubirira imi madhara asingazive zve Technorogy manje kwane vakomana ve IT munochecheudzwa chete😂😂😂😂😂😂         Munhu haachada kani maiwee 😢😢😢 apa mukaziva kuti panotanga noise dziri serious ,Ed nevamwe vake and their families vanobuda munyika mosara muchikuvadzana mega infact pamwe zvizukuru nevana havatorimo izvezvi       Dai Asiri Mwari apindira Dai vanhu vatotsakatika sezvakaitwa Itai dzamara ngatimurumbidze Mwari wedu nguva dzoseEven pa last rally yake akasimudza zvnza zvake akati denga rinopupura 'i don't have blood on my hands',thats the leadership we looking for, &nb

August 26, 2023

Grace Migabe And G40 Told Chamisa How Zanupf Operate And Rig Elections So This Tine Tirikuziva Zvese Hakuna Chitsotsi

G40 Ndiyo yakaudxa chamisa zvese zvoitika kuzanupf vese naGire. Ed atori pama 1 nekuti haasikutoziva vavengi vake remember pakabvisa Mugabe nechisimba pane masoja neCID vaiva vaMugabe vasirikutomuda ED saka mukuru atori pama1.       Musaone Chiwenga kunyarara mukati akapusa Aiwa Akaurairwa mafriends ake saka atori nebhita ende mukadzi wake makambomuona achifamba na Auxillia anozviitira zvinhu zvake ende mukadzi wacho Aiva kuArmy.     Remember kana munhu achiba sa Ed anoba zvakawanda achipa vamwe zvishoma ende masoja haasikutoda nonsens*e nekuti varikutobhoekana neED nevana vake vakawanda kwese kwabuda mine varikutora uye ana Java varikuba masoja achiona.         Ed kana wakangwara zviye zvekuti sibanda ihama y

August 26, 2023

Zanupf Failed To Abduct Promise Mukwananzi CCC Spokesman Vakumusunga With Fake Warrant Of Arrest

THE WORLD MUST KNOW THAT THIS WARRANT OF ARREST IS FAKE!       The Police is using this FAKE WARRANTY to cover up for their foiled attempt to abduct Promise Mkwananzi.       It is sad how the police have been reduced to be ZANUPF thugs who commit acts of political violence against members of CCCZimbabwe.   BE THE RESISTANCE!   NB: THIS WARRANTY IS FAKE!   VICTORY IS CERTAIN!They bring cars without number plates to abduct a person in broad day light during a press conference. They are very open about their savage, unlawful tactics. Unoshaya kuti vari kufunga here ? Abduction in broad daylight after the SADC report?       MaCID vavhunduka when they realised the media means public

August 25, 2023

Ndomamiriro Aita Ma Results Aya So Fa Chamisa Aenda Nechimuti Mukomana

Ndo mamiro azvakaita so far kumaMPs   1) Lupane west 💛 2) Binga North 💛 3) Binga South 💛 4) Nkayi South 💛 5) Tsholotsho North 💛 6) Norton 💛 TV         7) Marondela central 💛 8) Kwekwe 💛 9) Mbizo 💛 10) Hwange West 💛 11) Plumtree 💛 12) Kadoma 💛 13) St Mary's 💛 14) Gwanda Central 💛 15) Mabvuku 💛         16) Chipinge south💛 17) Chiredzi Central💛 18) Mkoba north💛 19) Gokwe Nembudziya💛 20) Cowdray Park 💛 21) Nkayi North💛 22) Hatcliffe 💛 23) Mt PleasantðŸ’

August 25, 2023

Mambo Dhuterere Vonzi Vanofambitei Pese Nemukadzi Vakamboona Ana Jp Freeman WinkyD Vachienda Nevakadzi Kuma Show Here

Dhuterere ko anoendepi nemkadzi nhaimi anoimba chii mkadzi uyu chero iro zirume raselmor rinonoitei kuchando makamboona jah prayzah kana freeman vachienda nevakadzi kubasa       haa tibvirei uko vamwe vakatobva vasina kuvhota unoshaya kuti vaimanyirepi😏mai dhuterere vanga vachingotyora muzura neku airport kwese🤣         Iyi ndocouple isina kubvira yakambofitana kana half zvako 👐🏿Mazimba havadi kuona munhu vanodiwa nemrume or mkadzi wake jealous too much

August 25, 2023

Kana Ukaona Zvimba Rural Ichiisa CCC Chamisa So Arikuda Zanupf Wacho Ndiani Zanu Yafa

Haaa wakaona zvimba yakuisa CCC zvashata cz haaa kumusha kwedu munhu wese Anga ari we zanu 😂😂     KwaZvimba rural Zanu PF yafa uko...Yanga yajaira.CCC ine power kana mazogara.Aah ndokumsha kwanamos vangu uko kwaMurombedzi varamba zvisina basa,Zanu PF yakanga isngadi kunzwa nezve opposition           Our own late sadunhu used to say madya madya tsuro aina homwe eat and keep your vote as a secret to avoid noiseAah ndokumsha kwanamos vangu uko kwaMurombedzi varamba zvisina basa,Zanu PF yakanga isngadi kunzwa nezve opposition

August 25, 2023

Mai Mazowe Voti Ketina Ndoisa Here Mwana Wangu MuBin Kiki Nekuti Akaremara Izvi Zvashungurudza Murandakadzi

Mai Mazowe Said "Nhai madzimai ndoisa here Kiki mubin arimupenyu nekuti iDownsyndrome?     Ndipindureiwo ipapo...Handina kukumbira chirema kunaMwari mufunge.CHIPO chamMwari Kiki uyu kani!! Ndouraya here chinofema veduwee ?...So sorry vakoma mmmmm… ndabatikana I feel your pain shame she’s a blessing mufunge don’t let anyone make you have such thoughts 💭         Zvakaoma hazvo sorry once again ❤️🙏🏾Block vanhu vanotaura anything bad about Kiki. Kusaziva kufa chaiko. Kiki is better than whoever said anything bad coz munhu iyeye kana food mumba pamwe haatorina but Kiki will not lack anything. So move on delete message, block and ignore.       Kiki is a reason

August 24, 2023

Maitt Onzi Munhu Angaasingahone Kana Kutsvaira Pa 2 Months Wakutogadzira Mabag Wafunga Kuda Kubiira Futi Banhu Mari Urimujeri 60usd Rinouya Neibag Redhoiri

In such a short space of time munhu anga asingagone kana kutsvaira mumba has learned a craft like handbag making. Also plz asnyora nenchirungu bcoz majority of cat family won't understand shem......ko kungoti I am selling bags chete......nhema dzekuti I made them, ku chikurubi kune ma.       long drop toilets...how??Ako karikujeri kafunga futi mamwe madhiri ekunyeba.Hapana kana chakarikumbosona mabag aya haasi ake .Katotumawo Wasu kunohoda munhu wacho haasati atobhadharwa asi karikuda kunzwirwa tsitsi kuti kasvuuka maoko kusona mabag kega.         Hakafe kakachinja aka.Sei kasingagone kutaura chokwadi nhai imi?.People will still buy the bags without all the lies nekuganza kusina basa.Anogonyepa kuti zvinomupei? Chero akanyep

August 24, 2023

Ketina Otuka Mai Mazowe Ndichakutuka 366days Ndichavharisa Chicompany Chako Chema COS Unonyepera Vanhu Kuti Unovaunza UK Uchida Kuvashandisa Senzeni

Funga zvawafunga vakabhowekana unfollow button riripo     Mai Ava came between me and my sister till today we are struggling to fix back that relationship ende makuhwa acho vainyepa futi       Vakambotaurazve makuhwa nezvemawigi angu ikozvino vavekunditaura Kwana Mazepe Saka ndikoko! Vane demon remakuhwa manje neni tinopedzerana basa rekupromiser masocialites ese cos nekuda kuvaseenzesa hee ndine compony iripiko munoswerawo kumatuzvi wani? Chembere yachena choya ichibvunzwa makuhwa everyday ndakakuudza kuti siyana neni Senzeni.       366 days takayendaWakuda kuti tiluze focus nezvema election kaaa chimbotisiya wangu tine mabp edu nezvirikuitika kunyika yedu     Vapedzere zvako. I am with you on that

568 569 570 571 572