Tuesday, February 04

News News

April 09, 2023

Maitt Friend Patricia Jackie Oti I Feel Sorry For Mukadzi WaGilbert She Will Be bullied Until Jesu Adzoka Kanonzi Kamuchacha Simba Rakawanda Kumuromo Sepinjisi

Shamwari yamaitt  Diaries Patricia Jackie Shabani onzwira mukadzi wa Gilbert tsitsi kuti achashungurudzwa nemhunza musha iyi. She said "  I feel sorry for that baby mama she will be bullied until Jesu adzokakanonzi kamuchacha simba rakawandira pamuromo kunge pinjisi.

April 09, 2023

Baba Harara Na Enzol Kungopinda MuUk Vakutomhanya Kumupedza Nhamo Kutenga Mabhomba Jacket Nekunopisa Chii Chakadaro Chinenge Ngozi Fans Complaining

Vanhu vachema chema mushure mekunge vaona Enzo na Baba Harara our Zimbabwean giant vakapfeka ma bomba jacket mu spring kuvhunduka chando here kungadai kuri kukonzeresa. Munyori oti "chiiko ichochi ndati chii munhu kungonzi akuenda ku uk akutomhanya kumupedxa nhamo kutsvaga ma bomba jacket ,munhu akavaudza uk kodiwa bomba jacket mwari a ve newe  . ANA Oc vagaries veko vanotorwa mapic vasina kana jacket zvakaoma 

April 09, 2023

People Warn Maiitt You Are Not Safe In The UK Chitorega Kuisa Malocation Hako BJB Films Hunting Her

BJB Films Said "we have messages from people crying that  Maitt she is been tarnishing their businesses and I remember that she did the same to us luckily our business is international otherwise we would be beggars by now because of her. Is this the type of person you are supporting  a person that harm people,insult people,fight with other celebrities simply because they are better than her" .

April 09, 2023

Evangelica Sandie Oti Mission Occomplished Ndasvirwa NaMandla Kwasara Shadaya Shadhaya Ndoda Kuripengesa Ndobva Ndaroramba Sexy Tape 10usd Open link To See Yaa

Evangelica Sandie our most beautiful woman with matako enyika mai vakabatana zvavo , is so proud of herself mushure mekunge asvirwa naMandla 37cm dick she said mission accomplished asara ndishadaya. Shadaya ndoda kukuripengesa ndobva ndariramba ,she is selling the sexy tape yake na Mandla 10usd visit her telegram and see.  

April 08, 2023

Mai Tt Baby Dady Chikomba Chavo Gilbert Kandiado Onzi Une Zviwindi Zvekukama Shumba Kumitisa Mai Tt Kwenyu kuda kudana Ne Celebrity Here

Gilbert Kandiago une zvivindi xvekukama shumba kudanana namai tt asi hauna kumboona ma ex avo achiundurwa .kwenyu kuri kuda kunzi madanana ne celebrity here here baba imi.mune zviwindi zvedibut your time will come soon . Tinenge toxiva kuti muri we 2 minutes noodles here or  munokwenya sei murume kuru dzikama woo wakura mukadxi nevana vari kuchema ukoo.

April 08, 2023

Maitt Diaries 3 Months Pregnant Mukadzi Wa Gilbert Ndiye Adaro Achiti Felistas Hure Iwe This Will Be Your Last Time In The UK Kuda Kupunza Imba Yangu Macelebrity Enyu Aya

Maitt Diaries Abe ne mimba ine 3 months yechikomba chase Gilbert cheku UK 🇬🇧.  Mukadzi wa Gilbert Mai Cee said "your cat mommy is crazy woo hanzi I'm 3 months pregnant. Felistas this is gonna be your last time kupinda mu uk 

April 08, 2023

No Chill Nation-NCN He Was Involved In A Fatal Car Accident Rest In Peace

Ha it is sad everyone is heart-broken by the passing of No Chill Nation he was involved in a fatal car accident.  May his soul rest in peace .

April 07, 2023

Seiko Mapromoter Musingasheedzewo Peter Dhewa Moyo Kana Pa SouthAfrica Zvapo Munomuvengerei Inga Inherera Nyangwe Asingagone Kuimba Mukwidzewo Ndege

Ma ghetto youth neruzhinji rweZimbabwe rwobatikana kuti Peter Moyo haasati ambokwirawo ndege kuenda kunze konoomba anongoperera muma growth point emu Zimbabwe 🇿🇼.  Sure Peter more mwana we the late Legend Tongai moyo chokwadi baba vako vanotsanwa kudenga kwavari ikoko.kukundwawo nana ndunge yut na Hwinza vanoenda every weekend kunze. Promoters please do something Peter mumwe wedu.

April 07, 2023

Nyika Yose Yokachamadzwa Mushure Mekunge Vaona Buri Chepakati Pemakumbo A Kikky Our Zim Nicki Minaji Hanzi Kune Vanhu Vane Maburi

Vana vezimbabwe vakungotaura zveburi Rakikky Badass, hanxi "zviri silly hazvo buy imagine kikky ari kumwedxi neburi riya iiii hameno. Mumwe achobva ati kune vanhu vane maburi kunze uku motisemesa meaning puu kikky baddest zvaari mashura kuita zigomba . Vamwe ndova ku compare na shashyl Evanjelica and Njuzu the queen's of buris

April 07, 2023

Winky D Mazuvano Haasi Kuita Ma Show Zvichikonzerwa Ne Zanupf Na Freeman Arikuita Basa Reku Subotager Mamwe Maartist Tinosvikepi Veduwe

Magafa hanzi baba vedu Mazuvano havasi kuita nadhow zvichikonzereswa ne Zanupf na Freeman arikuita basa reku subotager manwe maartist tosvikepi tichitya Zanupf nhai mwari ,saka winky anodyne gore rino mafans arikurwadiwa .

285 286 287 288 289