Cousin Rose we expected this behaviour from Ketty not you Felly owes you mari round ye Visa ratove drama back off Rose Back Off.
Ndiani Mazimbabwean aya Eku Uk Asina kukwana Kujoiner kubhala kubhala yana Jean Gasho.
Vari pamhepo tete Evidence Chihera hoo ndozvakaita mastudio eku joninhai dj vagere have pasofa ndokungogadzika katable zvakaoma
Nhai cookie akepedzisira Riini kutaura nezvamai zvingaka Taitoti Hondo yacho yakapera.hakusi kuti ari kuda kutukwa ndikamuchacha but because anotyiwa shungu dzakuperera pana cookie everyday. 1
Tytan oti Olinda Chapel I'm looking for you were are you ?Olinda oti I don't like such things this couple so yaa clout chasing maybe or varikunetsana.
Lorain Guyo ndinyengeiwo wakambotsiurwa nyaya yako yekudanana nevarume vevanhu izvezvi wave kungorara pese pese .Tatelicious Homwe yemadzitateguru yakataura.
Tallyn Ndudzo osekwa hake kunzi hakuna 27 year old yakadai she looks 40-45years old and onzi stop this filter thing.
Vanhu voti Tyra anoremera mastreets honai malikes chete kukunda mai tt time 20 Maitt dzangove nharo valera zvavo .
Munyori oti maizviziva here kuti MbudziYadhura Ndiye Murume watete Tilda musi wa 3 August's wanenge vane 29years wari murudo .isu toti order Tete vane murume wavo this is a lie let's respect our elders
Either akatiroya Mazimbabwean ngaatinzwirewo tsitsi vanhu kuenda kuchando kunopenga here . Zimbabwean woman based in UK 🇬🇧 has been arrested for Turning a White British man into her pet .