Iye akaitira madhumbe uyu COS mwari ave naye, kukara mari wotadzawo kuudza mumhu kuti une mimba it’s a no no. How the hell did she think she was gonna work nemimba without a partner? Mai Micky vakango gwarira kupfichura tumatako twunenge twaDzabu muchiti nhuwidza mutundo waifunga kuti uchanozvi handler sei? Ikozvino wave kutinyaudza nekuda help wakadii kutiudza usati waenda takakupa advice. Kuve nefacebook page hazvirevi kuti wakangwara or kuti uno ziva zvose. Saka neiwawo ndinoti tsviramo!Abroad mimba haisi disability please, people work kusvika last day chaiyo As long asina complications or asiri pa bed rest, It's just pregnancy, it's part of life. Where on the applicat
CONFLICT RESOLUTION BETWEEN MY MOTHER #ASHUMBA & MY Sone Tanyaradzwa Mugoni wepwere ndiye asina . I believe in a peaceful dialogue about any problems which our children are having . I applaud my mother #Ashumba for not using violence or kurova mwana . Any problems my mother is having with my son she always tell me the we iron out the issue THE THREE OF US (Ashumba , Tanya & Myself ) PEACEFULLY .❤️ Kwenyu mukuzvigonawo sei zve ma teenagers edu aya , Ama 2000 ??? JEHOVAH HELP ME #HOMWE_iHOMWE👏👏👏Ashumba vanoda peace Tanyawe dzidza uite upenyu ugopa ashumba chiredzwa nhaiweAshumba she is so lovely
Just in… CAG from Chiguma Mount Darwin involved in an accident just now. More details to follow Traffic Safety Council of Zimbabwe Zimbabwe Republic Police - ZRP... Zim yakutoita as if paweek anofanirwa kudonha mabus kana3 ummm zvanyanya
Big rispect to JP. P and his wife is beautiful although she was single when Jah Prayzar paid lobola Hazvichambo oneka kt yaimbova mvana Aiwa Mwenda mberi waGwizi murikugona kuchengeta👏 JP wacho aive jaya here haunawo nyaya
Mpfanha uyu akuzvinyanya this is bad anoda shamhu Zvonzwisa tsitsi dai mwari vamunzwavo vamubarisavo masope nezita rajesu
Since ane mari hanzi it's surgery mumwe murombo zvinzi ma drugs... Life is not fair. Lady Squanda did a surgery as well Mimwe midzimu iri strong squanda kubva zvaadyisa that guy tsoka life yake yakabva yangotora a drastic change yandisina kunzwisisa
Tsamba kuna mai Killer T🔥🔥🔥Hazvina kana kunaka,unenge wakada Chairman vaine mkadzi wavo,saka wadii kupedzerana na chairman nhai iwe,mkadzi wake qkutadzira chii?
Uyu kungomuvengera mahara zvenyu but anopisa manje🥰🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 one munhu anomiririra zim ladies in all aspects of womanhood🤝 kwete type yakazara ku capetown iya inotitukisa nemasasko🤦🏽I thought all the fool's died... How did you survived?😂😂😂😂Not sure about kutimirira in all aspects bt kana zvikanz kurikudiwa vane zvivakashure zvakati ohh nebody iri nane haa togona kumutumako uyu.
Video ma 1 mupfanha Tyte achiyamwiswa nemvana yake pa video chat kana tazogara vano leakisa ma nudzu please tumiraiwo ari attractive ekuti anokokawo zemo kwete ma pata pata kunge aitsikwa nejombo kudaro Talent vanhu vakamirira Link mhanya nayo 🚴🚴🚴🚴🚴
Hameno zvanzi kune video tytie achiita video calling ne rimwe babe. Babe wacho ane Zamu vanoda vedu mupihwa ini ndichapa first 10 people and delete Aiwa vane mikaka musauye kuinbox handina video 🤣🤣Izvo zvekuzoda kuonekwa kuti munodanana Kumunhu wese muchikanganwa Kuti kunze kune varoi ...ini andina kuona zvaenda kure hangu