Tete Tilder Ndovimba you are ok nhasi hatina kumbomuonai paFacebook. Someone check on tete if shez oky yesterday kwavaive kuya uku kwaityisa kumwana uya. Are you oky tete? Ndukungokufungai ol dae.Tete vedu ndambovacheks nhasi handina kuvaona ndichingofunga mwana uya akati matomutsa hondo zvamstanga izvi hope she's ok kwavari ikoko nana mai vemwana uya variseiwo zvakaomaPaya pakaipa paye panosiita nyaya dzinotyisa but Iya inenge yazonyanya body one ichibika kutanha muriwo kutsvaira family Iya yachiona Iya ndoinonzi nhamo manjeHaaa I think tete vane zvavanotofamba nazvo chete kkkk coz zvimwe zvinhu zvavanofumura soo kaa zvinotyisa nekuyera zveshuwa🤣🤣🤣🤣Ini ndoona kunge nyaya iya inemubikirwa pane n.anga icha adrvetaiziwa chete haaaa inini hngu I'm dhauti