Saturday, November 23

Zimbabweans Fasting Kutsanya For 3 Days For Tytan Hanzi Atambura Mwana Uyu Mu Marriage Yake

Iiii Zvakaoma hazvo zuva ratopera Tytan abva ashaya kana simba rekuti Happy birthday  sezvaanosimboita makore ese.Please  ndokumbirawo kuti TESE tipinde pamaprayers na12midnight tomukazve na3am TESE  

then tozopinda pamutsanyo mangwana kutanga na6am kwe 3days,TESE tichitsanyira nekunamatira imba yaTytan😭😭Vabereki vacho vakangoti ziii havana kana keya kuti mwana atambura..Setai maAlarm munhu WESE pamunamato please. Ndizvo zvinoita dzimba Tytan sori hako😭 Vakadzi ndozvavari ipwere itongoshinga pamabvi imba yapinda satan.Tinokuda TESE pano.It is well Njabulo😭😭

  • Share: