Handione kunakidza kwake uyuFinally someone had the guts to say itAnozomboitawo sedzisimo mhani🚶🚶🚶
Thing is anoita zvinomunakidza iye..on his page..on his phone..with his data and battery plus nguva yake kwaari ikoko.. but iwewe ndiwe unoenda kunomutsvaga but anokusembura..why..shangu ikashinya bvisa usaipfeke fut my love
ini aindinakidza panguva yapera iyo achiri kuita zvekupfeka vanhu chte not izvezvi achimboda kuzviita Tete👐👐😫😫😫ukaona ukanakidxa nyika yese unenge wakaromba ,,ko unonakidxa anokufarirakaMuchanakidzwa henyu dai asingakunakidze usina kuposter urikuda kupavamwe chirwere chekuvenga vasina kuvavengao