Thursday, December 26

Tichakunda Chitsinde Ovhura Huru

Ndakadanana nababa ava vanonzi Tichakunda Chitsinde kubva early this year vanoti mukadzi wavo akafa akaisirwa mushonga mumaheu nesister yake,then July vakati vanoda kuisa tombstone paguva rake ndikavapa $250 vachiti vaizodzora imwe 100 ndakatokwereta kudad vangu sezvo pamba pedu akange avekusvika,inini kuhama dzandakaratidzwa hadzisi

 

 

 

 

 

hama dzavo vakandiendesa kumaclassmates vachiti masisters avo, mari yechikafu ndaivapawo vachiti nherera dzako hadzina chikafu, ndakazotuma tuma youngest wangu kumaraini kwavo ndichiti anotsvaga information because pane zvakange zvakushupa to my surprise akaudzwa nevemuraini kuti munhu iyeye anogara

 

 

 

 

nemunhuri yake inini ndakaudzwa kuti ndogara nevabereki so kuti usvike kumba hazvisati zvakuita tinongoenda kuhama dzangu dzaive futi dzenhema, handisi kutoziva kuti vabereki ndovati kudii ,, yambiro kumasingles ngwarirai baba avo itsotsi and vanotoda vanhu vanozvishandira kuti vamore mari vachiti vakafirwa iye mukadzi ariko kumba.

  • Share: