Wednesday, September 25

Samantha Mtukudzi Opinzwa Busy

No copyright infringement intended.

Samantha Mtukudzi ,mwana waDaisy navaOrivha. Mimba yaSama iyoyi ndoyakaita kuti mukadzi mukuru

 

 

 

wavaOrivha, Melody asiye imba yake because aiva atoona Kuti relationship yeSide chick yababa yakanga yatove serious

 

 

 

 

Ndiye wekutiza nepfuma ya Nengomasha futika uyu, mhembwe rudzi kikiki akasiya mukomana asina kana chinhu court kusvika pakuti chibhadhara hako maintenance yacho iwewe kikiki, I remember achitoyenda ku court kurwura kutakura nembwa yacho 🤣🤣 distraction teamShe is not bad at discussing Tuku's Songs hake🤣🤣🙌

 

 

  • Share: