Wednesday, November 27

Pashata Madzimai Emu Emuzimbabwe Oti Nyaya Dza Kikky Toda Kudzifambira Maybe Aka Abuswa Nababa Vake Arimudiki Why Vakamusiya Achienda At Such Age

We don't have a room to judge asi pana Kikie paida zvapo kuti semadzimai neva bereki tizive kuti patiri kuyemura nzira yake iyi tiri kuita sekuti aita chinhu chaka nakisa.Vana mazuva ano vakaona munhu ava socialite canofarira kutevedzera.

 

 

 

 

 

 

Saka wako mwana ari form 3 arikuona comment yako uchi rumbidza Kikie anoita basa rei nekuenderera mberi nechikoro?Imi mwana uyu was she not abused by his father here nhai imi? Baba vaye looks well reserved zvekuti mwana havangamusiye achitambura zvokutodarošŸ¤¦šŸ½‍ā™€ļø.

 

 

 

 

 

 

Am failing to understand all this.Its nice bt its too early kubudikira muchidai haa mari iyeyi yaikwana ku renovetor pamba patakaona tese senyika imwe yotenga mbatya chaidzo dzekupfeka nebhutsu tinongoona one badzi badzišŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£in changamire Roxxy s kinder toking

  • Share: