August yanga ine mamhepo 😂😂😂
Anyway iwe Ravhu dzokera kun’anga yako
mupuhwe refund. Insurance yakangotenga nyowani apo ndichiri mupenyu. Kana vanga one.
Heeeee mota yakatorwa nezvi kwereti heeeee what what
Dzungu ! Anyway rega ndimboisa heating yemu Range Rover kwatonhora.